Sunday, September 22

Obina Oga Vovhura Hombe Voburitsa Guru Ramaitt Voti Wasu Waizomuchengeta Nei Iwe Waitadza Kutenga Shaving Stick Chaiyo Kumba Kwangu Oga Vane Drama Haiboo

Unochengeta aniko iwe uchitoradzawo kuzvichengeta? You can't even afford a decent meal for one, let alone accommodation zvayo munhu kutoita kunge ucharara mustreet, infact mustreet mustreet nepawairara apo skweeya 💯 Saka Wasu waizomuchengeta neyi?

 

 

 

 

 

 

Kushata kwako Felistas!It's a blanket for me yooo kunge rinetsvina 🤣🤣🤣🤣😂Nhai aifema here nemagumbeze ayo🤣🤣🤣Vakachengetana, there was a time he needed mai tt and she also needed him

 

 

 

 

Chinhu chikuru kuparadzana mune zvakanaka. There is no need for all this noiseZvimwe ndezvimwe Wasu akamira na mai vaye especially variku Jeri achiposter ma bag achitsvaga Mari zvese zvekuti go fund ndiwasu iyeye asi hiii munhu mutema haatendi page riya

 

 

 

 

 

 

raitoita sekuti muridzi waro aripo dei havo vakq paradzana zvakanaka kunyange hake akatadza zvimwe ndezveku dzora moyo .plus ane Hana wasu dei takanzwa zvizhinji uye kuti Mari dzakashaikwa uye kusava ne time chaiyo yekuenda kunoti page rirambe riri on kungoti sekuru vangu vakasiya vareva kuti chakanaka chese answer yacho iwrong

  • Share: