Monday, September 23

Nyika Yose Yonyara Mushure Mekunge Vaona Pamba Pana Tytie Voti Sapa Ngavagadzirisewo Pamba Pevabereki Not Kudya Nari Ku South Africa

Tytie tengerawo Amai gas stove iwe Kylie chii ku exposer Amwene kudaro Nxaa watadza ku cleaner cleaner usati watora Picture .

 

 

 

 

 

Kaka vhengedzera Kamuroora akaChandafarira ndeche kuti avararame fake life hapana tsvina iripo apo munyori ukasaroya uchafudza nyoka chete ma black mamba

 

 

 

 

 

 

 

Ngavatange vangadzirisa musha wavo wese wozoita zvema Gas variisa pai gas racho dzimba dzavo dzakanyangara kudai 😲

  • Share: