Sunday, September 22

Nyaya Yacho Yashata Ketina Hausi Kunyara Waibheja Handipinde Mu UK Asi Nhasi Maitt Varimo

Hi urisei ,ndivigewo please 😂😎ndokumbirawo undiisirewo post iyi papage pako Ketty Masomera ayione .Ko ketty paya ayitipedzera data achitinyepera kuti kumuchacha haachafe akapinda muUK wani achitobheja kutifadza nenhema kudaro ,saka zvino zvaakativimbisa nyika yese kuti hakachapinda paUK haasi kunyara here nhasi kamuchachilo aripo zvake ?

 

 

 

 

 

 

 

 

 

Tokumbirawo live nhasi Ketty utikumbire ruregerero nekutinyepera kwawakaita ikoko sema fans ako thanks ndichingoti ko nyadzi dzirisei izvozvi 😁 

 

 

 

 

 

 

Tokumbirawo mhinduro 🙆‍♀️😎Haa rest Felly takazviona uriko... Ko wakaita chi deal wani kuti usaite criminal record so Yu can go . Chimira!!!!Uri kutsvaga kutukisa vabereki vako Kamchacha excitement yauyanayo yanyanya unenge waisazvi believerwo kuti uchapinda

  • Share: