Friday, September 20

Ngochani Renyika Mazepe Okumbira Ruregerero Kuna Doreen Mushure Mekutukwa Na Ketina Kuti Siyana Nekutuka Family Yangu

Kuzvininipisa kwakakosha ndakanganisa kutuka mwana wako Doreen Mwari ngaandiregere ndinokumbirawo ruregerero kuzvitambirawo kana kuzazvitambira asi muhana mangu

 

 

 

 

ndinenge ndazvipfuudza ndoda futi kuti ku mhuri ye kwa Masomere Ndinotenda Nerudo rwamakandiratidza kuburikudza nekunditambira Kamakaita Tiri Vanhu vanokanganisa ndiregererei ndinoita zvimwe zvinhu ndichiti ndirikugona GoGo musalady sorry zvenyu ndakakutukurai muzukuru wenyu Handina kuziva kuti mungatsamwa kusvika pakadai 

 

 

 

 

 

Vakuru vakati nhambe tambe inoregwa ichanaka zvimwe zvinhu zvatinoita Pa Facebook today I learned a lot veduwe vandakatuka once again handichazivi muvengi wangu ndiani matambudziko every corner ndokumbirawo ruregerero izvi zvekunzi king mune Zvakaipa hazvina kunaka 2024 ngatitambei zvakanaka Ketty Masomera Ndinotenda nekutsiura kwamaita ndanga ndine stress coz my wife since morning she was admitted in hospital 

 

 

 

 

 

So from now I will be off on Facebook live will or posting yes but not live zvema love nemalikes hazvina zvazvinotipa now  I feel like ndini ndaurayisa ma twins angu 😭😭😭😭😭😭😭😭😭I am in pain icant even sleep thinking of wife she on oxygen now but Mwari vanoziva zvakazviitira 

 

 

 

 

 

Masomera family I love u I am not here in Europe kukurwisai aiwa kwete ndinotodawo mugare Muchifara even sis kety you know how many times ndichiti ngatifarei zvichanaka but I failed I live u all but as from now I learned a lot wat I learned I must not be close to u all I think it will help everyone but knows that I love u all u are my sister and brothers and mothers ❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️

 

 

 

 

I rwite this post with a pain in my heart mukadzi wangu asara neronda re operation risina mwana and she felt so much pain love u mukadzi wangu ichava nhoroondo thanx to all those who called me  

 

 

 

 

 

 

To Bonet family I love u alll am sorry for everything that I wronged u all  stay blessed my page will be operated by a friend of mine so that I will relax a bit thank u alll 

This is the end of drama 🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏

  • Share: