Friday, September 27

Muporofita Wenhema Uyu Akadyira Vanhu Mari Mahara Achiti Bhadharai Maitt In 15 Days Vanenge Vabuda Muchikurubhi

Nditsvagireiwo Prophet avo , vakati in 15 days mai tt vanenge vabuda , date raiti 15 June ipapo saka vabvunzei kuti how far? Tag him purizi zvadzapfuura 15 days dzachoVaitopemha zvavo Mari nekuda kubikirwa sadza inga takakuudzai kuti vakuzonyuka nhasi vaivepi muñhu asati anyuraPamwe pacho tinongoshora madungwe but anenge naniEnde iye Mura aokuremera uri kutotadza kumukangwaka bvuma kuti isimbi inokuremera sika sika nemunhu asipo tsvee kuti ukweshe zvingaka achisvikewo vanani kkkk ndakutadza maybe kuchinja mboro yaChris naamai vako ndikokwakukupengesa shame

  • Share: