Thursday, September 19

Mukadzi Wekurohwa Ku Hatcliff Oti Handina Kufa Mahure Akandirova NdoAchafira Mujeri

Mukadzi weku hatcliff wekurohwa achitsanangura nyaya yake haana kufa mupenyu.

 

 

 

 

 

 

 

 

Ama 2K dzungu ramofurirana kuma location uko mucharirega henyu hoyoo vamwe vakutsanira gerofurendi yemurume kusvika yafa wakuti kutongwa ne Murder, wawinza ngozi mumusha , wawanga uchirwira haachade kukuona ,Vana vakutoita nherera uripo ana ma Rubheni

 

pauchabvunzwa nemurume kuti wa mike Tyson anorwira nyaya dzemuraini imboendai ku Chikurubhi toonana ku behind bars dzungu 🏌️🏌️🏌️🏌️🏌️🏌️Tukadzi tusingagoni kuzvishandira tunomirira Mari yedomasi kubva kuña baba fokofo endai munopika vamwe vari biz kukwira nekudzika wachitsvaka Mari

 

 

imi biz kutsvaka mahure evarume. Ukaonà uchiita take take nekutsvaka mafambiro emurume hausati wakuziva zvaunoitaThat crowd bullying was it necessary? Can't u see the girl is already traumatized. Seeing her face chete made me cry. She is young , she is

 

regretting, she wants to cry 😢. Vanhu musadaro veduwee. This is so wrong , she is young and she needs another chance to make things right.she did not fight 4 any man uyo , akauraya mwana akakanda pamusoro petoilet.

  • Share: