Saturday, September 21

Mukadzi N

Tsek muroi uchararama kusvika kupiko,Hooo saka kana munhu akatuka mutongo wake rufu nhai...Imi makatadza kanganiMangwana zviri kwenyu dnt worryTizayi Madanhi Nhai imagine ngatisatambei nekutora hupenyu hwemumwe munhu.

 

 

 

 

  • Share: