Sunday, September 22

Mazimba Ku South Africa Dzangove Nharo Wellington Uyu Auraiwa Nema XHOSA Kupiswa Piswa Nyaya Iyi Ma1 MHSRIP

Mukomana uyo akapiswa nezuro ku Cape town Newrest Wellington vazhinji vanomuziva nekuti T one vanonzi vakarova MaXhosa anga abira mumwe

 

 

 

 

 

mukomana wekumusha phone matsotsi akabatwa two vakafa one mupenyu so iye ndiye akazivikamwa akabatwa zuro akapiswa nevamwe matsotsi akasara aya.Be safe ku South Africa vazukuru.

 

 

 

 

 

 

 

Kana uchiona mapurisa ne gvmt vachitya kubata mamwe matsotsi then iwe kwere kwere wekwa kitsiyatota woda kuda kuvavhiringidza hadzibude .muno vakada kukusecha just surrend votora zvavanoda wopinda nedzimwe to save your life

  • Share: