Monday, September 23

Mazepe Obvuma Hungochani Hwake Oti Akatoramba Mai Bvukururu Ave Kuda Kuzviuraya Ngatimuitewo

Sometimes I feel like to end everything so people and I everyone can celebrate the truth is mumba mangu hamuna peace i wish dai ndisina kuita shamwari or kuita Zve facebook am happy yes to come to Europe it not helping me it’s getting worse everyday just becoz swagger akaburitsa nyaya dzangu

 

 

 

 

 

 

zvakarwadza mukadzi wangu and I don’t blame anyone I blame myself if zvikaramba zvakadai I will end it in a silent way Zvisina achaziva swagger and Mecky this is the truth yamusingazivi ini na maibvukururu makatiparadzanisa why yes she knows about me everything but pakuzobudisa ku Vanhu so zvqkqparadza marriage yangu people vakandiseka Nyika yose ikandiseka why me I can’t take it anymore my wife can smile today tomorrow she is angry again just becoz social media so nothing

 

 

 

 

 

 

 

Chandinoita mu hupenyu hwangu without anger even kutaudzwa Handidi coz I have anger it’s not easy for me can I throw my self mugomba re kuti Vanhu vasandiona I accept it yes but don’t remind me who I am zvinorwadza Handisi munhu wekurwa kana kutukana

 

 

 

 

NEVANHU  but swagger na Mecky u destroy my marriage I wish the best mu hupenyu hwenyu thought kuuya kwandakaita ku Europe it will help me but I can’t forget it it’s killing me daily 😭😭😭😭😭😭😭 I didn’t choose to be like this that’s u see am not wearing the ring anymore I have so many reasons that I can’t talk much about it all I can say I want to rest slowly 😭😭😭😭😭😭Ketty Masomera

  • Share: