Sunday, September 22

Mashura Zvinotyisa George Chiriseri Obuda Najuru Panhengo Yake Ochema Achida Rubatsiro Oratidza Chokwadi Majuru Tamaona Arikurwadziwa

A Harare businessman based in Domboshava kwaMverechena anoita zvekugaya matombo evimu George Chiriseri (55) arikutsvagawo rubatsiro arikuti anedambudziko rekubuda majuru kunhengo yake yesikarudzi.

 

 

 

 

 

 

VaChiriseri  vanoti izvi zvakatanga mushure mekunge varara nemudzimai wevamwe madzibaba vanogara kuHatcliff vanonyanya kuzikanwa nezita rekuti Daikoro kana kuti Duterere.

 

 

 

 

 

 

 

 

VaChiriseri vanoti vatambudzika nekurwadziwa zvikuru nekuti pese panobuda majuru aya vanoridza mhere. Anokwanisa kubatsira akasununguka kuvabata panumber dzavo idzi +263719459096/+263773459096

  • Share: