Nyika yedu yaoma veduwe. A former ZIFM presenter Lorraine Boya fined US$100 mushure makunge aba chibhodhoro chedoro mufood lovers. Apa doro racho raakaba rinoita
US$29Ma slaykwini anenge achida kunzi ane mari anotenga doro rodhura. Izvo mari dzacho hapanaTakambokuudzai kuti hwahwa ndaupihwe for free mukaita nharo.
Ukaziva kuti maSlay queen mazhinji Havana kana Kobo unobatsirika chavo kukoshesa ma nails nema eyelashes,ne complexion chete,vashoma vane cash