Sunday, September 22

Mashura Tavhunduka Rufaro Mukadzi Wa Jah Prayzah Ofumurwa Akabva Kune Mumwe Murume Aitovewo Mvana Yoyo Or Vanhu Kurwadziwa Nemukadzi Anodiwa Nemurume Wake

Smairi iyi ndeye munhu ane confafa yekuti nyangwe mukatiii murume wangu haambofe akauya kwamuri...Zvakaoma hazvo ana Mufaro ava dai vaita vachitipawo n'anga dzavo izvezvi dai TESE pano tisiri tumvana tunoswera tuchibonyora nemagaka😭

 

 

 

 

 

 

 

Huyai mupupure imi pane asati apfidza nemagaka here pano?😭Unoti achaendepi nekuzvara kaakaita ,chero murume akuhura unenge wakungoti ndogarira vana 4 unoita move on uchiendepi unorasika

 

 

 

 

 

 

 

Akatozvigamuchira coz iye akabvawo kumwe murume akabvawo kumwe saka kuramba uchichinja varume hakuna arinani regai vachengetane kkkkkkkkkkkkkk

  • Share: