Sunday, September 22

Mashura Maitt Votaura Wasu Haana Chaakandiitira Ndini Ndakamunhonga Ari Street Kid Moda Afire Mumba Mangu Here Ane Hama Dzake KwaMutare Haana Kuchengeta Vana Vangu Mbuya Murata Ndivo Vaiiita Zvese Ndiku Jeri Iye Chaaigona Kupfeka Hembe Dzangu

Wasu it’s time waita semurume kuti changamu changamu une tarenda iwe chirumurika..

You won this mhamha varimujeri 

 

 

 

 

 

Don’t underestimate your potential.Move on in peace and don’t be bitter like Ketile ,Midhu ,Masiriri and you will see kuti what has happened will open doors for you zvisina kana noise.

 

 

 

 

 

Whoever leaked this information aida kuti munetsane asi isu zveWorld war 3 taneta kamayi aka kakatanga hatina Data re8 hours 2024 ino.

Felistas ndewako zvekudaro muromo wake wakaumburukwa nechidembo chete haazive zve kutaura kana atsamwa.Wasu came out zvaari Kamuchacha ari mujeri ende this is the main reason aisadiwa nehama dzake nekuti aive ……..

 

 

 

 

 

 

Kamuchacha failed to see the good Wasu did nekuti ari mudenial chaimo

Kamuchacha shielded Wasu asi he couldn’t stay in the closet for long.Iye she failed to accept it achingogumira pekuti akazvarwa ane mabody parts evakadzi..

 

 

 

 

 

Ndonyaya hombe yavakanetsana nekuti iye aiiti haasi ngochani pajekerere ukuwo mwana became worse mai vari mujere 

So zvakakonzeresa bongozozo Wasu akanzi enda pako wega you can dress zvawada ikoko.

Funga kupinda mujere wowana wardrobe yako yose yapfekwa ukuwo mwana achipfeka hembe dzaWasu

  • Share: