Sunday, September 22

Mashura Aya Nyika Yovhunduka Mushure Mekunge Yaona Nyasi Chiweti Gongomutoto Ra Babes Wadhumo Zvionerewo Chakaita kumge Chakangwa Hayaa Zviri Mumabhurugwa umu

Babes woDumo kafende akaHmm ko kuisa ka tyt nyana pasi veduweka haya

 

 

 

 

Achatozotendeukawo ere munhu kana adai kana kuti akutoCompaigner pamaPresidential elections kugehenaZviriko here izvo hanzi inyika ngainake nemashura akadai iyayaBabes Wodumo ane 29years so hunhu hwake achiri kukura.

 

 

 

 

 

 

Plus rudzi rwake munongoaziya maSasko.Zvitori normal kwavari.Zodwa Wabantu amusikumuziya anditi

  • Share: