Friday, September 20

Makorokoto Bee Wezhira Ane Pamuviri Patokura

Maternity wear futi😆😆, kana chichingokwana pfeka urove pasi. Mhino ndakagara nayo pasi tikaita meeting, kuti wodzikama😝

 

 

  • Share: