Friday, September 27

Maitt Vanokuremera Even Varikujeri Ketina Otukwa NaMaitt Fans Mushure Mekuti Ndinokanyudzisa 5 More Years Ndikaburitsa Maaudios

Mura anokuremera shaa that's why usingagone kutora mazuva usina kutaura nezvake

 

Akakudzidzisa social media akazongokanganisa bedzi kusakudzidzisa kugeza nekupfeka otherwise birds of the same __________pedzisa wega

 

Waona kty mazuvaano hauna ma followers wakuda kutanga nenyaya dza Mai Tt coz ndovanotoita kty uonekwe isu tanga tisinga tombokuzive takatokuziva wakufambq na Mai Tt

 

Angawandire mai Tt watokangamwa kuti wakamboiita zuva rese uripaLive uchituka munin'ina wako kuzotiiiwo mai ava

 

Saka uchaita sei nazvo hauna zvimwe zvaunofunga mumuroso maku murikungo mhanya mai tt ndowo wanechimuti kkkkk kusangoda hako kutibudira pachena unorwadziwa nawo becz chibby chacho hachima zvingaka sewe kkkk

  • Share: