Sunday, September 22

Mai Maketeni Ndiyo Mharadzi Yakonzeresa Nyaka Nyaka Yese Iyi Zvirikuitika Pakati PA Wasu Na Maitt Iye Makuhwa Ake Ofumurwawo Pashata

Uyu ndiye munhu akafambisa guhwa ende izvezvi Kamuchacha is blind to see kuti ndiye aimupa zvese zvaiitika arimujeri.

Wasu stood by you wakavharirwa asingaite makuhwa or entertaining anyone zvaiita kambuya aka kachipesuka kwese kwese Cat femiri Auntie wekumasuwewe.

 

 

 

 

 

Wabva kujeri wakasimbirira kuti Wasu is my PA haasi shamwari yangu,makore ese aya waiiti Wasu mwana wangu his my family.

What changed ???”

 

 

 

 

 

You should have stayed quiet and let people vataure zvavada iwe naWasu ndimi maiziva pamumire.You have caused more damage than good.

Aka kanotoda zvemadrama kambuya kekuMalawi aka ende kakurwadziwa nekunyarara kwawaiita zvenoise ndozvakanotoda kuda kukuwisira pasi.

 

 

 

 

 

Business shower mhepo yasimuka ukapusa now you fell for it.Ukuti Felly akapusa here siyai more episodes coming uyu achanhongwa zvake Zi secret rekumba kwake uko richawaridzwa siya soo ,senge paakazoti tsono yakanongwa kuMbare paye ndopaakairasa ,Felly keeps ma secrets auyu asingaiti but iye aiburitsa in the name of supporting achitorasika hake wait and see

  • Share: