Sunday, September 22

Madamboss Votaura Nenyaya Ye Mansion Yavo Irikunzi Ndeya Theresa UK Lady Voti Dzimba Dzinenge Dzakafanana Ma Gated House Aya

Chokwadi dzinenge dzakafanana dzinongoiswa manumbers chete ndinogara pakadaro kuno ku Borrowdale

 

 

 

 

 

Madam Boss anopinda papi pamahumbwe a Chipo na Mhofu ngavapedzerane ndivo vanoziva zvavakataurirana

 

 

 

 

 

Semushandi wekukanzuru tenge tagara hedu tichizviziva kuti aiwa iyezvino mane penyu panonzi penyu makapedza masports kare😊.Ana Nhikwi ndimi mungatoenda kunoita macare taker kumba kwaMai Dzabu saka garai pasi.

 

 

 

 

 

 

Landlord manyama zvakanaka zvinengei asi chiudzaiwo kamurume kenyu kari Jemeni kadzose mari yaChipo hazvina kunaka zvaakamuita otherwise tirikuuya kuzoita TOYI TOYI kuDhabho Stori ikoko.

  • Share: