Sunday, September 22

Kupera KuZimbabwe Hakunetse Vanhu Ava Vaitira Everyday Asi Iko Zvino Vavqe Kunge Mazepe X Wa Kikky Otwura Zve Manudzu Zvinopedza Career

Kupera kuita sei? Enda unobvunza svideni akatombopisa kuto locker ma streets but zvine kakuzongopera

 

 

 

 

 

pakapinda dzimwe nyaya makuitisa makwikwi ekudh'ala sadza it's okeyHandbag rakiki andisi kuti chii zvangu 😆 🤣 😂 😹 😆 🤣

 

 

 

 

 

nderake or pana gogo waakabatiraKkkkk asi hembe dzavo vanotenga kupi ndonotenga dzangu

  • Share: