Monday, September 23

Kikky Na Tytie Zvakutozoenderera Kutozobuda Irimo Yekera Izvi Zvanyanya Zvavekunyadzisa

Uchiudza mwana kuti usadanane nerombe ane achiti ukumuitira godo. Tytie tsvaga basa, uri kushandisa Kiki or actor wega. Chakanakira facebook ndechekuti inochengeta.

 

 

 

 

 

Kiki kuchema kwako kwapedyo. Tytie achakusiya uyu. Kusiwa washaiswa chimiro.

 

 

 

 

Hakuna murume anokuitisa izvi pasocial media anozokuroora. Urikuitiswa nemuface uyu. Chero vakabvisirwa chaivo havadai pajekerere.

  • Share: