Friday, September 20

Ketina Azotsamwa Manje Ave Kutuka Gogo Musalad Mai Vake Muchanyara Imi Mbuya Imi Mukaramba Muchindipusha Siyanai Neni Na Shami Handina Mari YeyuYandakatora

Pandichapinda live nema v11 one day VANHU Vachanyarara kuti zii. Kunyarara Sandi kupusa munowana mari yekuiyisa Shami asiri mwana wenyu moshaya yekuwuyisa sekuru dozvi or sekuru dhotonya? Moda ku stressa Shami kuti ndishaye help kumba nekusalon Mune bitterness yekubiswa Pa salon because of …..

 

 

 

 

 

 

 

 

 

 

if you keep pushing us Tinozozvitaura. Keep pushing me one day muchanyara! Makadzinga Mainini pano vachindibstsira nevana but Shami is different she’s here to stay!

  • Share: