Saturday, November 23

Joey Na Maitt Chidhumo NaMadendeke Manje Kujeri Kune Size Here Ya Joey Socialites Stop Taking Advantage Of The People Nevanobirwa Muchinyanya

Joey hapana mwana wako pano.You still have not addressed the 30 ladies vawakatorera mari dzavo dzemastand. Mari idzi dziripi???.Dumfard Property Developers vataura ivo kuti havakuzive plus havana mari yemunhu yavakatora saka apa iwe neDumfard yako mukuda kuzama kuita sei chaizvo??.Musawanze nyambo ingopai vanhu mari dzavo dzamakatora last 3 months.Muri mbavha.Chii chirikunetsa kana mari iripo ndaingobudaka??.Vanhu vacho havanzwe nekuda zvima.round zvema felebrity avasingazive regai

  • Share: