Friday, September 20

Java Oti Winky D Ndaka mubannar Music Yake Paradio Station Ese and Haafe Akaita Futi show Muzimbabwe Zvekushora Hurumende

Java Oti Winky D Ndaka mubannar Music Yake Paradio Station Ese and Haafe Akaita Futi show Muzimbabwe Zvekushora Hurumende
 

 

 

 

 

Fans reacted with the following comments 

 

winky anotoshuvirawo kuridzwa paradio kkkkk
Asi government yenyu ndoinotora zvevapfupi nekureba hre if the shoe fits wear it Winky D siyana zvako hatitombo teerere radio yenyu baba, Apo wataur apo pazim Ziva pekumira zviri nani kutotsvag enzol wacho akupe information yekti akulinker sei nemhene pne kupedzer shungu kutuk pno kkkk

 

 

 

 

Kkkk noo na Nawanadem ndiye ari paTop pa Enzo Master H ndochibaba chavo vese, Mmm passion java government yenyu iyo ikutikuvadza nenhamo regai kutisimbisa nhema giz udzai munangagwa chokwadi

 

 

 

 

 

Maradio acho ekuzimbabwe hatiwaterere netv yacho saka hapana pazvinotibata , tinomuridza mudzimba dzedu parepeat button, mumame nawanadem, Ndakapedzesera kunzwa Ninja President paradio 2010 but ndirikungo  mawana ndichimaridza pandadira ridzai hwenje kuradio kwanyu Gafa taribata pamasai sai

 

  • Share: