Monday, September 23

Igodo Or Chii Nhai Imi Mazimba Oti Madamboss Tovada Asi Kuendesa Vana Kuchikoro Chemunhu Asina Kana Grade 7 Bodo

Haa ini I love Tyra but m not doing that hangu. Mwana kuchikoro chemunhu asina kana Diploma re Education.

 

 

 

 

 

Ehe she will hire professionals but mwana won’t see the need for school anyway anongoti owner of our school haanawo skuru. Endesai mega vanhu vari Harare

  • Share: