Sunday, September 22

Hurai Mufe Chihure Chanyanya Mu Harare Peter Uyo Osvikirwa Achiita Chiramu Kukwira Mukadzi We Brother Yake Hazvina Kupera Mushe Ku Waterfalls Ukoo

But bamunini havana havo basa stereki pamwe pacho gulez ndivo vanenge vatanga mwana mambama ayo mumwe anorutsa ropa navoAsi hazvicha bvumirwe kutamba chiramu namaiguru here?

 

 

 

 

 

Apa unenge wati fambirai nyaya dzangu mujenya wobata munin’ina wakoπŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚

#ngwarapatown

Musakanganwe kuti Spouse Tracking tinoita zvekare, pamwe ari kungodyirwa kubasa ikoko kumba achidzoka hake nenguva🀦‍♂️

 

 

 

 

 

#ngwarapatownBut bamunini havana havo basa stereki pamwe pacho gulez ndivo vanenge vatanga mwana mambama ayo mumwe anorutsa ropa navoSaka mukadzi haarohwe yah vakadzi rambai muchihura stereki kusvika varume vangwara πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚

 

 

 

 

 

 

Ngavasiyane nekurova uko it's illegal I hope he reports assault kana akangwara. Apa akuti ane problem yemsoro Koh akangoti zii manje

  • Share: