Sunday, September 22

Huchapa Haudi Munhu Anematako Makuru Nyika Yose Yovhema Nehufende Wa Regina Celebrity Rinooneka Nepa Camera Huchapa Mai Nga Na Kapfupi Batsirai Mumwe Wenyu Pashata Nyaya Yese First Comment

Chinja maitiro Regina uitewo semkadzi wanhasi ...madhende ayo ndeeyi...sies man🤮🤮🤮🤮🤮🤮🤮🤮Zifende iri.Ende mumba umo hazvitoshamisi kuwana kana mukonde weduzvy pakona.Mumba me celebrity 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 ,but wakapenga kufurira shamwari kuramba murume iwe wosara uine wako ichoooó 🤣🤣🤣

 

 

 

 

 

 

 

Mavengero andakaita madhende epamasofa ameno kuti why vanhu vachimadaCobra yakachipa wani kokutenga carpet or zvima plastic carpet zviyeHaidi shuga...inoda mvura..sipo...nebwe nechitauro...hubvudzi sechoya chebenzi gina

#fariramvura

 

 

 

 

 

 

Mari taiona but tamba nemvura chisikana haisi kunzwira kana chimboedza kugeza at least 3times a day...unooneka kunhuwa papic chiiko zvimagoodbye😏😏Zvakaoma ndabva ndafunga musiwa ndakaona mubhedha wangu wanga wakajegerwa ne zvinhinha wa postwa ku Mafira kureva 😭😭😭😭😭

  • Share: