Sunday, September 22

Hezvo Tavhunduka Nyaya Dzababa Charamba Dzobuda Dzese Vakaroora Mai Charamba Vane Mwana Akaenzana Navo Zvichireva Mukadzi Muhombe Ne 16 years Pane Murume Hama Dzepedyo Dzotipa Information Yemumu Mhuri Zvataiti Ndivo Varidzi Ve Bhaibheri Kaa

Tsamba kumukomana wekuroora mvana ine mwana ane zera nayo

Whether wabvisa masong ese ku YouTube hazvirevi achabva mumafoni edu ende iwe hatina kana basa newe kana wazogara 

 

 

 

 

 

Unoita godo nemwana arikuto tsvagawo raramo sei usina moyo iwee.wakasiyanei moyo na Pharaoh

Macopyrights Acho azonyanyopisa nhasi kare kese waisamaona hre waratidza kuti hauna kana moyo iye uri kusatanists

 

 

 

 

 

Enwae ngatione kwaunosvika 

Sig kuvanhuIye anokoperei masongs evamwe dai iri1 bttr zvino okopa kekutanga otsiurwa okopa futi imwe yamai charamba yekuti tengai mafunga ngaakwane kana vanhu varamba nechinhu chavo ngaasiyane nacho hnt bible anaro ngaayimbewo zvake simple

  • Share: