Friday, September 20

Evidence Chihera Ofumura Kuti Tocky Vibes Akahwandiswa Pa Lodge Nekuti Mari YeReturn Ticket Hapana Nekuti Show Yeku Boksburg Hapana Akaenda Kunomuona

Handisi kuti chii kana kuti chii hangu.Tocky chibaba hatingasiyi achinzwaro imagen kuridziswa vomugarisa vachingoti ticket ririkuuya imhosva yake here ma shows haana kuzara kwainaya.mukomana akavigwa pa lodge iri muna 3rd boksburg North.

 

Arikunzi asabudikira vanhu vangazoona kuti akauya pasina return ticket.Thx kune vachabatsira kune vachatuka nemiwo.hamundinyararidze team bitterness ehe ndine bitterness.

 

  • Share: