Friday, September 27

Chipfambi Takaita Akataura Ega Dorcas Moyo Akatora Murume Weshamwari Yake Yaakauraisa Izvi Zvinova Zvirikufumurwa Nekupa Fans Hasha Saka Unoimbei Gospel Ineruzha

Handisi kuti chiyi kana kuti chii asi Ndirikuti shamwari yenyu yakafa mukashungurudza vana vayo kusvika pakutora nemurume weshamwari yenyu asi isu tikuti zvamakaita hazviite zvachose chose totokuti ndimi makauraya monyepera kudzungaira muchitiimbira nekutiparidzira nhema pano

 

 

Inga akaimba wani kuti *chipfambi takamboita hazvina kubatsira, utsinye takamboita hazvina kubatsira, chasara panyika ino ndechekunamata* meaning zvese akazozvisiya akuita zvekunamata

 

 

Ndaingonzwa vanhu vachiti ane noiz ane noise. Ndikabva ndadownloader ndimbonzwa noise yacho yakamira sei.MaiWI2wi vanoimba zvavo ava nziyo dzavo haridoke zuva ndisina kuridza.kusiyana kwevanhu shuwa nekuimba kunoita mai ava ndaisavaziva hangu asi ndaingonzwa kuti vane noise ndokuvaziva kwandakavaita.Izvozvo tazvinzwa kut akatora murume ,.....

 

Ko akasona dress mbaniko iyeye 💔💔🤣🤣🤣🤣🤣Hanxi bvisai marara muhupenyu hwangu Saka vatoreva vana veshamwari here nhai Door cars more your

 

Ruzha hatirambe Asi ngaruvewo ruzha rwakadzikama kwete kuita kunge ruzha remunhu ari kuita madzikirira.Imimi tererai zvaanoimba zvaanoita azvinei nemi achapedzerana na mwari wake and murume hatorwi anoenda paanoda ange Ave single futi ko kana akaudzwa ne friend yake kuti kana ndafa tora murume nhai

  • Share: