Friday, September 20

Breaking News Maitt Finaly Vapindura Ketina Akanga Achituka VaMurata Vafa Voti Nditsvitsireiwo Shoko Kuna Ketty

Ndisvitsireiwo shoko kune mbwa iyi, l swa a clip yesterday of her live l think ku Zimnoise .
Dear Ketsvina   
As much as you try to exaggerate your stories or to justify yourself , l wanna tell you this and get it into your mind .That lady youe see anonzi mai tt she ia a retaliater! I known her for years now  akamudenja she come for you with full force.Usauye pano pa fb kuda kutiita mafuza ako wanzwa? Internet will never forget wanzwa ?? Kangani uchituka Feli

 

 

 

 

 

 

asingakupindure  iwe ?? First time yekutuka feli wakamutukira kuti unomira naye but she don't come to your page , kumuita muranda wako wakamunhinga asi akauya pano akaita live akagara mugonyet akati sorry sisi ketty kana ndakutadzirai 💔but wakamubvarura left right center iwe. Usafunge hatifuñge or hatione wanzwa . Even last time paituka feli na Dorine akazomuti dorry handikupindure  but zvekutuka aids izvi mai vako vakati iwe unayo she was just

 

 

 

 

 

replying to dorine the you fid a live gogo vakatuka mai tt  chiii chavasina kutuka pana mai tt ivo gogo  vari palive yako ? Vakamuti kushata zimhino maziso akatarangana  urihure  then feli akakupindurai hanzi wakatuka mai vangu 🤔like seriously ??? 
Felistas is a retaliater whether you like it or not ! Gogo vakati kuna mai tt dzosa kuno hembe dzakatengwa nemwana wangu the mai tt burn it akati ndakadzipfeka l can't give you back , ndozvaunomutukira everyday ?? Kumutukira dzinza rese?? As much as l

 

 

 

 

know rate card ramai tt advert from $500 ,1000,1500 did you by any chance pay her when she was advertising your wigs??lf not pliz take that money yawaifanirwa kubhadhara ma adverts utenge mawig nehembe zvakapiswa namai tt  .Usiyane nemwana wevanhu .Kana  iri ngozi wadiii kupengera kwamasomera ??

  • Share: