Saturday, September 21

Boyfriend Yaamai Yovhinya Mwana Ane 8months Nekumanyowa Nekuchiweti Zvese Mwana Aga Achirwadziwa Uyuuu Nyika Yashata

Uyu murume uyu anonzi Cody Johnson akabata chibharo mwana musikana we girlfriend yake waanga asiirwa ane 18 months akafa.Mwana akawanikwa akakuvadzwa achibleeder kumberi (vagina) zvese nekumashure (anus) akamuraper nekwese akakuvadza mwana zvakaipisisa mwana akapinda mucomma haana kuzomuka.Akapihwa 3 life sentences.

 

 

 

 

 

 

Mwana akafa arimu pain yakaoma uyu 😩😭if you’ve ever changed diaper remwana ane nappy rash, the way that child will be wincing in pain, now to think of this😭😭😭Mai vanga vaenda kubasa vakasiira chikomba mwanaNdaona nyaya isiri yemuzim yandibata,boyfriend yamai yakareper mwana ane 8 months kusvika afa.

  • Share: