Saturday, September 21

Bona Mugabe Watinoda Tese Finally Speaks Musikana Otaura Zvekuroorwa

Kana uchida kupera rorwa uwone 🚶‍♂️ 🚶‍♀️Veduweee ndakazoona kut sei vakadzi tichizo glower wave single mumarriage hamuna piece zvachose depression ikanatsokubata chero mafuta pa Ganda rinoita se dehwe stress chaiyo ndoinoshakadza chero ukawana zvose uchigeza nema detol

 

 

 

 

 

 

 

nema sipo anodhura uchidya ma grapes asi murume wacho kana achingopimda na 2 kwakuedza hazvishande wotanga kurohwa usiku ihoho veduwee marriage chikwambo chinosveta ropa

 

 

 

 

 

 

 

🙌🙌🙌Ndozvinodiwa kana wa divorcer kwete kuonda nekutadza kugeza uchifunga munhu akutozvifarira zvake.Tisakurudzira kurambana zvibate zvakanaka uripamurume ipapo chaimutadzisa kupfeka hembe idzo chii

  • Share: