Thursday, September 19

Baba Harare Vokanda Chirauro Vakutonyenga Sonja Chivhayo Uyo Akaramba Mbinga Sir Wicknell

Baba Harare Vokanda Chirauro Vakutonyenga Sonja Chivhayo Uyo Akaramba Mbinga Sir Wicknell. Maswera sei madzimai Sonja 
 

 

 

 

Ndokuti Father City 1munhu akabva kurunyazi kuzoita Baba veHarare, Mozozvigona here Zvekuti Enda unoona Victor but haiz Nhau Chero Victor anoita vakadzi havana problem. Confuse them Madzimai Sonja ndozvinoita dzimba, shinga zvichanaka Inga Vana vari kukura wani


Baba Harare zviriko hr?, izvi he-eee Baba Harare Koo yamuri kuita ndyp futi kkk ko iwe wanga uchivapirei, mira mhani vanodzoka zvakamboitwa naJah Praizer kkkk Not my handwriting  Baba Harare Chenjera kuwira mugomba , rinemvura roda vanoziya kudhigidha vazhinji vakanyura vapinza musoro cheteWenyu Comic Elder

 

 

 

  • Share: