Friday, September 20

Baba Dee vakachekwa nebhodhoro nemukadzi kusvika vafa nenyaya yekuti vakakanganwa kusiya key epamba.

Baba Dee vakachekwa nebhodhoro nemukadzi kusvika vafa nenyaya yekuti vakakanganwa kusiya key epamba.

Mhondi Shaylet Mahofa Mai Delight Vekubaya Murume Wavo Pahuro NeBhodhoro Re Heineken Akafa Ku Tembisa.  Shylet Mahofamunhu ayingoda zve kufara nekudhakwa. Akatukana na Baba Delight akapunza Bhodhoro re Heineken akavabaya Pahuro Vakafa. 
 
  • Share: