Thursday, September 19

Andy Muridzo Otuka Olinda Chapel Kuti Urimhata Kuti Atengerwa Motor na Sir Wicknell

Kunyengerera mota uko. Usimbe soo😂😂😂udzidzise mukadzi kupfeka

 

 

Manje haasi kumu ziva olinda waari kutuka and today tomubatsira kutuka useless people nembavha dzavo

 

Kufunga kwangu vese vakapiwa mota vanematask avo 🤣🤣🤣🤣 ukanzi enda kotuka nhingi unotoenda uine full force ungaramba here!!!!

 

 

Backers inn wadzambara mafuta nekukura kwavo vakati fongongora ndikunanzve vachirohwa huma nechidhoti chitokotoko ichocho 🤣🤣🤣🤣

  • Share: