Saturday, September 21

Ana Tytie Vochemedzwa Ne Nyathi Family Yatora Attention Yese

Fake Love🙄🙄 vs Riwu Love ❤️❤️

Isu tinoti Ahoyi to the Nyathi Family.. Avo vemudidy family dzangovawo nharo, tanga taneta nekakadzi kanongo fongora pese ukuwo kachikomba kachiti ratidza mupataNyati family moida cuz murikuita yese yese nayo Tytie

 

 

 

 

 

 

akazviramba ka zvokuitwa yese yese kkkkkkkkkPlus azvidi dzungu. Humbleness inokosha. Vaimboita sevanhu kwavo ndokuzopiwa mawara nepayout yekwaZucker.

 

 

 

 

 

All those lives vachituka vanhu nekupindura Moreboys rough weren't necessary. Munhu udzikawo so not kuti hee atisi vana venyu heee takambokukumbirai here heee hatidye kumba kwenyu! Imika . Mwari ndobva vamutsa Nyathi Femeli, haa unosvava wani. Zimbabwe yese kwaNyathi kwatisingatsvinyirwe nekutukwa. Tytie naKikkie vari rude.

  • Share: