Heya Mai Nandi is now a sister to you Tyra? Chete ukabvuma hako kupusa nekutsvinyirwa haaa munogona kutowirirana stereki naMai Nandi.Tyra mudiro wako wemari ndowaita kuti friendship yenyu ilaster over 5years musina kunetsana pano.Otherwise Mbuya TeaHobvu bodoRemember Tyra vakakurira kumusha tsoro anodzigona zvekuti😅idya dzemarema zvako
Beautiful dress tinoti Dress Manyama Cat mother we miss you as mune content zvenyu love you both makachena ❤️❤️❤️❤️❤️.Content yekubira vanhu hereContent yekutuka vamwe kuti hamuna mari. Ndo content yakamupa pressure kusvika apinda muchizarira😃
Eh eh eh ! Ruvhi kuita kasikana kekuGr7 chaiko 🙅Yowe arikuglower 🔥🔥🔥zvamai glowai mwana waPagwesese Dhivha Parirenyatwa! Akabuda suwiti mhani uyu and it's evident that mufesi munyuwani anoziva zvaanoita zvedi 💯💯 Iii Ruvheneko kudzoka kuite kanyana chaiko kuwurungana kunge zuda reteenager ! Lovely, Lovely, Lovely! ❣️❣️❣️Firita rakangooma so ndakazoti ndanyenga bbe pa Facebook ndobva ndarohwa kopo ne firita. Hepo pakunosangana ndichiti ndirikunoona mu twin wa Madam Boss wanike eeee ndi DJ Ollah vakabviswa ma glass imiwee unozorora wani. Unoita kunge uchatsiga mota yako mumusoro ukadzokera kwaunoroja
Musatipe presha😏I means vanhu ava tinotombosangana navo, totadza kuvaziva nekuti tinenge tiine wrong picture mumusoro....terribleNot kuti chii hangu kuna Chipo but haaaa ini hangu uyu musikana uyu handinei naye👐Zvamwari chaizvo filter ichatibaya.unombofunga kuti pamwe handisi kugeza 🤔🤔
Zviri pachena kuti Norah ayiku tengera bacon nemari dzake dzaayiba kumaring.. Iyezvino wava pepedhu Nokosi😝😝
Ko zvaave kukwira ndege kunge arikukwira zupco nhaimi arikuita nezveiko uyu it will end in tears andifungisa mazuva amhamha naobhinyaDear Zimbabweans ndege is just a mode of transport just like subs, taxis, buses , cars , bikes. Register to vote or go to developed countries muone kuti its not an achievementNdege akukwira hako asi Size yebhutsu iyo ndeyechirume mukadzi chaiye anogumira pa size 7
Zvirikunzi BVO group ndovega vanemari and ndovaka vhara ma one akaitwa nehama yenyu mukaradhi wechidress hanzi chero ukabudisa mareceipts Uri rombe hauna Mari you dream of yourself being rich hanzi stop dreaming imboshanda iyo ireceipt yabva Kuna sis Zari yavadya dinner chete saka hanzi kana Uri mbinga why didn't I hang with you plus you a a social blogger imbodzikamai vatete class yamoda inosvikwa nevanhu vane Mari kwete yekufungiraIyo mari kana yavepo chaiyo yakawanda inomboda noise here ende une usinei nevanhu or showoff vanhu vanoona vega.
I miss the old version of Olinda. Beautiful and healthy looking 👀 😂 not zvaari manje 🙌🏾🙌🏾🙌🏾She was very beautiful ane big body veduwe fuller face 😍sh shdnt have met Dziva who made her lose confidence,good thing abt now she is happier n mo confidentYou having nothing else to say about her now she has lost weight yamaimutsvinyira now she is skinny it’s a problem 😂😂😂 bring back mura hamusisina content.
Happily married couples ❤️❤️ Machinda imi musango ngwarire kuzvitengera hembe vakadzi venyu muchiva pfekedza perengende dzakadai 😭😭Mukadzi waFreeman anochena shame. Asi mai dhuterere njuga dzenge dzovaremera kut uti kuda kunz mukadzi akadzikama hre unozvishayaMai Dhuts kunge munhu weMunicipality anocollector mari kumaVendor uye🤣🤣🤣🤣🤣Mai dhuterere deno vasina kubatwa ruoko taiti vakuenda kunohodha.
Mai Congratulations ...Mai Dzambu ....Mai Ngundu Murinyoka yemunhu izvozvi murikumbetuka ma visiting time ku Jeri uko kundoona Felly kurasisa mafans enyu muchiti hamutaure naye murikutsvakei chaizvo my Chikurubhi imi ..makaba hr makauraya hr manje manje mweya wekuma Jeri ikoko urikutokuteverai..Murikuda kuona ani chaizvo wamakasiya ikoko Dzikamai mugarisike tosangana After 9 Months tadzokaImi ndimi mozvinetsa inga Tyra paakaita accident Felly akanomuona saka musapinde nemwoyoInga wani iye pakaita accident paye chikiti akanomuona zvakaipei imi siyai vnhu