Friday, April 18

Celeb News News

July 06, 2023

Joey Na Maitt Chidhumo NaMadendeke Manje Kujeri Kune Size Here Ya Joey Socialites Stop Taking Advantage Of The People Nevanobirwa Muchinyanya

Joey hapana mwana wako pano.You still have not addressed the 30 ladies vawakatorera mari dzavo dzemastand. Mari idzi dziripi???.Dumfard Property Developers vataura ivo kuti havakuzive plus havana mari yemunhu yavakatora saka apa iwe neDumfard yako mukuda kuzama kuita sei chaizvo??.Musawanze nyambo ingopai vanhu mari dzavo dzamakatora last 3 months.Muri mbavha.Chii chirikunetsa kana mari iripo ndaingobudaka??.Vanhu vacho havanzwe nekuda zvima.round zvema felebrity avasingazive regai

July 02, 2023

Mai TT Vonyora Tsamba Vari Muchikurubhi Pa Birthday Ravo Re 37years

It’s funny how I made a request 2 ago when I visited Chikurubhi female prison, donating goods to my fellow women in custody , I asked that Authorities to grant me the permission to be remanded in custody along with others because I wanted to see, feel , understand how they survived in this uncomfortable place. My request was denied as they told me I could only be remanded if I commit a crime . 2 years later today I’m writing this letter from Prison because of a mistake I made which turned to be a crime. Now I can see , feel , experience what it is to be in prison. I will tell you all about it when I’m out, today is not the right day as I’m celebrating my birthday. I turned 37 years behind bars and I’m going to enjoy with my inmates. I know some of you miss me

June 29, 2023

Morgan Tsvangirai’s Son With Locadia Karimatsenga Tembo Now a Woman

Morgan Tsvangirai’s Son Now a Woman By Sexmore Manyengavana| 25 June 2023 Known as Muchidzi, the son of former prime minister Morgan Tsvangirai’s lover Locadia Karimatsenga Tembo, has gone through gender reassignment. It is still a conundrum as to how the mother Locadia Karimatsenga Tembo who is a church leader reconciles what she does in church leading her flock and what her son now turned daughter is doing. Locadia is now a different woman from the one that dragged a country’s Prime Minister to court. She is now the leader of her own flock, as an apostle at the Nation of Glory Ministries in South Africa. But what Muchidzi is going through is not new. It has been referred to as Gender dysphoria. It has, in fact become all too common even amongst very co

June 28, 2023

Ginimbi Handsome Girl Taa Nanaki Hanzi Oruza Weight SaOlinda , Anna Honde & Mutarisi Vanenge Varikurwara

Why are zimbabwean socialites becoming slim , this lady who trended in 2019 after saying "Ginimbi you are so cute" is yet another zimbo socialite who appears to be sick after the likes of Olinda,Anah Jonde ,Mtarisi and Chamisa

June 28, 2023

Ashawo Olinda & Stunner Varikubhaudhana Hanzi Tytan Akadzingwa Akugara Ku Reading

Good morning. I was collecting my data but I have now confirmed nyaya yangu. Pakauya stunner kuno Ku England, Olinda kadzinga taytan pamaba. Ty anga akugara ku Reading. Olinda ndokutanga kukwira nastunner. Stunner haasi ku feeler hake Oli but arikudawo kuwana kurarama. Oli booked him a holiday home. Musi wekurohwa uya Oli was Ku hotel na Stunner. Then Dexter weku club nakira ano diwa naOli zvisingaite. But Dexter haadi. Anoda tuma slender by nature.

June 28, 2023

Tino Katsande Studio 263 Vanhu Voti Tamuregerera Kubuda Kwaakaita Achodyiwa Bota Let's Support Her Acting

Tinopona katsande ngatimupeiwo mafurawazi ake achiri mupenyu mwana anogona kuactor uyu👏👏❤️❤️💐🌺🌷💯 true uyu kungoti inyika yakadhakwa aitoda kuenda kunze wonopinda mamovie nnaTyler Perry yaaah coz ane chipo 👍🌹🌹🌹🌹Asi pono yake iya haana kunyatsogona kuchemerera hake, otherwise she is a good actor shuwa

June 28, 2023

Jahprayzer And Stimela Beside Kudyanana Bota Aiwa One Munhu Ashingirira Kugara Muband

Ava vashandidzana kwenguva refu dai zvaramba zvakadaro❤️❤️❤️ Jahprayzer Band Vanhu Vanozongoenda vatadza Kubhadharwa Zvakanaka but with Stimela The dance Girl aiwa agarisa muband Iri re military touch.  Ndokufarisana zvakanaka Nemaboss 

June 28, 2023

Mai Maketeni Na Aunt Joy Vekubika Kuganza Vanoita Senge Pwere Dzatengerwa Nduwe Kungodai Mafugurirwa

Pantry yaAunt Joy nemansion yaMemory Muyaka hazvina kumbosiyana😂😂😂zvinenge bhrugwa nyuwani retoddler👼 kungodai mafukurigwa kungodai fugu fugu and munopfidza🤞 Mavara maviri anetsa mhani aya muZimbabwe, pantry nemansion! Aiwa tinoti eke ! 🤞Munhu kungoti hotsi, kurongedza pantry , hotsi , mansion yangu! Bhu, kurongedza pantry , bhu,mansion yangu, Kuti koso, nhasi tiri kurongedza pantry, Koso hashtag mansion yangu - thy shall overcome and recover all! Yuwiii tofemerepiko nhai veduwe ? Tofiyaaaakwaaa! 🙆Aunt joy vanotori neshow off but hamuzviwone chete you are blinded nekunzi ndirikukudzisai kutsvaira Mumba kunge vanhu vasingagone kutsvaira mudzimba dzavo apa Mumba mavo mune zvinhu zvakanaka chero vakasatotsvaira hamuzviwone

June 28, 2023

Mai Maketeni Vasuwa Maitt Voti Shamwari Yangu Idya Kujeri Ikoko Zvinopfuura

Everything happens for a reason hang in there Mura❤️❤️❤️❤️ #maimaketeni  #catfamilyaunt  #proudseamstressCount down begins Soon tenge tanavo it's nt easy kana Muraaa tisingamuone veduwee 🙆‍♀️🙆‍♀️🙆‍♀️

June 28, 2023

Faith Candy And Tariro Voti Kana Usina Garo PaHarare Wakangofanana Nemunhu Akafa

Kana usina mazigaro paHarare wakatongofanana nemunhu akafa.Kana uchiri mupenyu atori mashura.Galitos haridi pane svikumbo svitete wobva waita chitumbu imi hamusi vaziva vakadaro 🤣🤣Paunoona kuti ma door frame shape ndiwo arimudzimba vezvimbambaira ava vangori vema streets

17 18 19 20 21