Thursday, September 19

Celeb News News

February 20, 2024

Mushure Mekunze Mai TT Vapandukirwa Ne Cat Family Vokumbira Ruregerero Kuna Wasu Sorry Hapana Chawakanditadzira

Goodmorning fam After I looked for a job for Wasu kuti awane mari yake yaanoisa muhomwe make a month later akauya kwandiri akati mom I want to grow and find myself my little space to rent . I then asked him are you now fit to live on your own because the last time he rented I was the one paying rent yake I ended up saying I can’t keep paying rent for you when I have a house ine space. He returned again kumba kwangu and we stayed happily.           This time again he said I want to move out then I said I give you my blessings you can go but you are still a part of this family. Remember nyaya ye move out iyi taitaura tiri tega mumba without anyone akayinzwa. Wasu akaramba aripamba kusvika izvezvi apa akange awoneka last month yapfuur

February 20, 2024

Baba Charamba Vorova Zuva Habane Ne Copyright Ku Youtube Nekuti Akavaitira Live Nenyaya Ya Jah Signal

Baba Charamba Vorova Zuva Habane Ne Copyright Ku Youtube Nekuti Akavaitira Live Nenyaya Ya Jah Signal.      

February 19, 2024

Wasu Aita Live Akabatika Nephone YavMai Maketeni Zvirikunzi Akatorerwa Facebook ne Phone Na Mai TT

Wasu Aita Live Akabatika Nephone YavMai Maketeni Zvirikunzi Akatorerwa Facebook ne Phone Na Mai TT       Mutare batai munhu nhasi ari maMutare asi musarove zvenyu.Akanyadzisa nekusvora Wasu zvakarwadza. Wasu dai watobuda mumba mamai Tt nhasi chaiye   the woman ari dangerous. Wakamuchengetera page nevana ari mujeri, zvekuti vabereki vake ndovaichengeta vana ratove drama   Akachengeta Wasu iwe mwana wehuuuure iwe.Iwe waivepi for 8 years Wasu achichengetwa naMai Titi.Duzviiii remunhu.That blanket was of ROMBE Obina and not Mai Titi.Iwe Tiraridze your own life achievements.Imbwaaa yemunhu tsek.Duzviii Mutare batai munhu nhasi ari maMutare asi musarove zvenyu.Akanyadzisa nekusvora Wasu zvakarwadza. Wasu dai watobuda mumba mamai Tt nhasi chaiye

February 19, 2024

Greatman Tenda Wagara Mu Wheelchair Ask Shema Patone Gore Mari Yemotor Yarova Apa Zimbabwe Yakamirira Ma Ambulance

Hama dzangu ndauya pano kuti ndizotenda, but I don’t know how to thank u my sister Olinda Chapel-Nkomo ndanzwa mhere mhere while i was offline ndisitorina data hangu vanhu     vachifona kuti hanzi enda unoona victor kkkk,i cant wait to see my new ride. Let me be grateful to day thank u so much my sister may God our father bless u abundantly. So far ndanga nda collecter 468usd for the wheelchair guys ndoita sei nayo? Ini ndanga ndafunga kungoti tirambe tichidaro tingotsvaga kari ka vitz or ka aqaa nekuti public transport ndiyo imwe irikuuraya chair dzangu.     Once again thank u Zimbabwe nakumira neni munguva dzekuomerwa komborerwai hama dzangu nhasi hope dzinorarika mufunge        

February 18, 2024

Ketina Ofumura Kuti TT WaMai TT Arikudanana NeMwana WaGilbert Chikomba Cha Mai TT

Ketina Ofumura Kuti TT WaMai TT Arikudanana NeMwana WaGilbert Chikomba Cha Mai TT . Nyika yese yavhunduka . Napikicha e girl friend yacho akandwa kumafira kureva.                    Mai vemwana uyu ngavatore mwana wavo kurega mwana achipinda mu hell masikati machena  Mmmmm maAudios  weduwe  arikwaNhubu surrender. Gilbert  manyadzo weduwe  hada now wakufumurwa nehama dzemwana hadaa zvakaoma weduwe  iam done with this fb       Zvine basa reyiko ah munhu anodanana nemunhu waanoda chero akaita ngochani anotonga ndiMwari zvineyi nesu izvozvo

February 16, 2024

Video raTinashe Maphosa Achituka Mai TT Kuti Wasu Ndirikumuunza Ku America Wakamutambudza 8 Year Gara Pasi Hauna Mari

Tinashe Maphosa Owudza Mai TT Kuti Wasu Ndirikumuunza Ku America Wakamutambudza 8 Year Gara Pasi Hauna Mari. Tinashe posted a video on his facebook with Wasu Vachitaura zvekumuunza KuAmerica mushure mekunge adzingwa pamba pa Mai TT           Bt it was not necessary kutaura hee ndakamupa mota ,hee passport ,hee licence hee chikafu ,haanakuchengeta vanhu ndr kujail etc adii kungotenda zvakanaka zvaakaitirwa voparadzana mune zvakanaka .       Wasu ange akuchema live ndobva yakatwa.Kkkkk achenamirwa zvandipisa tsitsi wasu. Asi pafeya hapo zvekut mai tt vakati wasu chienda zvakataurika vari 2 nawasu she confirmed kut ndakat chienda. Wasu anewakaudza zvikasvika kuna midhu naUmaga. Ane error sissboy ndosaka kamchachilo adic

February 15, 2024

Video Ra Jah Signal Achituka Baba Charamba Urigodzva RemaGwavha Kubvisa Video Rangu Rine 6million Views Pa Youtube

ah Signal's best song 'Sweetie', which had 6 million views was removed from youtube due to a copyright claim by Charambas and Fshers of men.             Vakuda kuti ayimbe chii manj ivo vakapedza bhaibheri reseNEWS>>>>Jah Signal's best song 'Sweetie', which had 6 million views was removed from youtube due to a copyright claim by Charambas and Fshers of men.

February 11, 2024

Makorokoto Kiki Ane Pamuviri Wa Tytie

Baby on board 💃💃💃 Mother of 2 @17 Mwana chipo chinobva kudenga.Bt Tytie akagona kubvisa mari yeroora nhumbu isati yakuonekwa otherwise damage aitemwa kunyagwe akadamejwa . Congrats mainini  

February 10, 2024

ZRP Yasunga Vakadzi 4 Vekurova Nekuuraya Mukadzi Ainzi Akatora Murume Wumwe kuHatcliff

The Zimbabwe Republic Police (ZRP) has confirmed the arrest of an 18-year-old woman Mitchel Kariwo (18) who was among five women who allegedly assaulted another woman in Hatcliffe Extension, accusing her of dating a married man.     In a video clip circulating on social media platforms, the women are seen savagely assaulting the victim as she rolls on the ground.The assailants also stripped their victim naked as they attacked her with open fists.In a statement posted on their official X page, the police said the victim sustained some injuries as a result of the assault and was referred to Parirenyatwa Group of Hospitals where she is receiving treatment.         Police have appealed for information that may lead to the arrest of the

February 10, 2024

Mukadzi Wekurohwa Ku Hatcliff Oti Handina Kufa Mahure Akandirova NdoAchafira Mujeri

Mukadzi weku hatcliff wekurohwa achitsanangura nyaya yake haana kufa mupenyu.                 Ama 2K dzungu ramofurirana kuma location uko mucharirega henyu hoyoo vamwe vakutsanira gerofurendi yemurume kusvika yafa wakuti kutongwa ne Murder, wawinza ngozi mumusha , wawanga uchirwira haachade kukuona ,Vana vakutoita nherera uripo ana ma Rubheni   pauchabvunzwa nemurume kuti wa mike Tyson anorwira nyaya dzemuraini imboendai ku Chikurubhi toonana ku behind bars dzungu 🏌️🏌️🏌️🏌️🏌️🏌️Tukadzi tusingagoni kuzvishandira tunomirira Mari yedomasi kubva kuña baba fokofo endai munopika vamwe vari biz kukwira nekudzika wachitsvaka Mari     imi biz kutsvaka mahure evaru

8 9 10 11 12