Saturday, September 28

News News

June 29, 2023

Zvimwe Hazvidi Kuudzirwa President Chamisa Vangorine Kathat Zimbabwe Ichanaka Zvayo

Zvimwe hazvidi kuudzirwa  Zvingori nekathat so mwari akapindira todya nerivha Muzimbabwe Ngaapinde hakeHaaaa kusimudza zim pakutoda mhondoro chaidzo nyika iya yakapayaya   Kubva muna Harare kusvika Copacabana ummmm dzangova naro Kuti tiri mutwn 😂🤣😂kwakunge kuGokwe kuchakari unototsika duzvi chairo uchifambaAm not from Zimbabwe hanku but zvicafamba mushare munogona kupinta machena am not sure kna ntagona kutyper

June 29, 2023

Worried About Freeman Hkd Boss Akupedzerwa Mari Yaakafambira KuDubai Nemajoki Ane Mafake Hips

Freeman wakupedzerwa cash YAWAKAFAMBIRA KUNO KU DUBAI nepfambi dzepaDubai dzine maFake hips uchitadza kuchengeta mhuri uchidyiwa mari nana Trish Dimple, idzo pfambi 2 dzapedza dubai yese uchatora chirwere chema Nigerians, senge Trish atone mu Ghana waakudanana naye iwe okwirao ipapo,Trish kana vana haachengete, Trish na Freeman vane makore vakabvirana kare, Trish ndiye ane magaro efake uyo😅😅😅Iyo imwe mbuya yacho inozviti Chioma Brown yakazenge yatora murume wemunhu ikazorambwa, mabhishu ese aya😂😂

June 29, 2023

Madamboss Onzi Anoda Chikoro Kutuka Nafans Hachisi Chigai Mushure Mekunge Vaundura Vanhu Vakuita Chimaitt

I love Mb . But anoda chikoro sometimes . Anofunga kut kutuka ma followers chigayi ... Psychology ngaiiswe ku o levelThe worst dressed people are always quick to judge people that look way better than them chokwadi ukafambira pedyo nemoto unobvira iwe mukadzi iweUnotoona mamwe mambuya anoudzira vanhu mapfekero iye achiita kunge akuda kunoviga zvigure

June 29, 2023

Fans Not Happy With Freeman Mushure Mekunge Aita Zvekudya Bota Chokwadi Wanyadzisa

8kg Bones (Freeman) wandinyadzisa shuwa. I respected you zvekudaro and you are the last celebrity I expected kuti ungaita zveBota🤦🏽. ko kuzotora picture uchidya Bota wanga uchatorerei hona manje zvabuda pachena🥲Bota rinotodyiwa zvekudyiwa zviya,zvekunyara kudya bota ratove unnecessary drama,those who have vekudya navo pamberi nekudya bota🤗🤗🤗🤗🤗

June 29, 2023

Natasha Minga Oshaikwa KuCaptown South Africa Chokwadi Zvichengetedzei Mabhinya Awanda Mukamuwsna Contact Hama Dzake

Makadii zvenyu pano ndirikutsvagawo sister yangu anonzii Natasha Minga akapedzisira kuoneka musi wa 26 June 2023 aigara k stayin muno m Capetown anenge ainewo ruzivo ngaatizivisewo pa 0621668188 fambisaiwo muma groups amuri tinotenda zvikuru vachabatsira

June 29, 2023

Pokello Onzi Arikupera Panonaka Nekuchembera Chokwadi Munhu Haungarambe Uchipisa Wane Mwana Wechi4 Nedifferent Father's

pokidhongo hino tosara newe sezvo vamwe varimujeri ZVAWAKASHATA NHAIWE Pokello recent pictures not coming out so good Kuti Kuchembera here or what .

June 29, 2023

Mukadzi Wemaround Oti Ndakaendera Maitt Kun'anga Kachafira Kujeri Zvinotyisa Zvinoshamisa

N.anga yatakainda vemari dzemukando yamirira zuva rekuti kabaiwe netsono kafee😭😭Kana afa mowanei siye kutosuwira ararame mupiwe mari ane ayita loss ndyn remember akafa haana chaanozivHatinzwe tsitsi panorangwa vatadzi, even the Bible supports that ,a lot of pple are crying because of their money ,Regai apikire mhosva dzake chete murunyararo ko zvekufa zvapinda papi nhaiwe gongomutotoManje Mai tt ndakavaeresa, you won't do anything paari, tsono iyoyo Tikuita yekudzosa, I chizobaya iwe neve imba yako, Hakuna mhosva inobhadharwa kaviri, she is paying nekupika Jeri, zvekuuraya ndimi mukuzopera zvenyu, wait and see

June 29, 2023

Zvekuti Karma Hakuna Zvako Kuvanhu Vanotora Varume Vevanhu Dai These Marriages Asina Kulast Forever Saka Ukaona Soulmate Yako Murume Wemunhu Tora Pamwe Haasi Kubatwa Bho

Anoti aenda neumwe mkadzi murume waMaiguru wonzwa vakuti Karma doesn't forget an address,   Veduwe kana varima Soul Mates zveshuwa Karma hapindire murudo murodo vakatoenda kusvika vaparadzaniswa nerufu🤞🏾I always say it depends kuti akatorerwa wacho it depends kuti munhu akaita sei.Some women are very toxic and evil zvisinga zivikanwi nevanhu asi naMwari and maybe murume wacho.Une moyo wakaipa zvekuti ,unoroya, wai abuser murume, wakabisa nhumbu 50 uchikura , waimbodanana nevarume vevanhu uchiri musikana, etc wozoroorwa wotorerwa wo murume then you expect God to be on your side.Karma aapindire pakadaro.Anotoenda and hapana chinombouya and haadzoke.

June 29, 2023

Anita Brown Sharing Davido Pics Not Everyone Is Impressed By What We See

Anita Brown has shared a screenshot of Davido's number for people to find out the truth themselves.   However, not everyone is impressed with the way the alleged pregnant side chick is handling the situation.   One person commented: "Lol.. if na person like me give this babe belle, she go dey proud to dey drag me like this for public? In this life just make money first.""E be like say this girl is on a mission to come and steal, kill, and destroy David," a netizen wrote after seeing a new post from Anita.   The US lady pregnant for Davido revealed he decided to get back at her for sharing his phone number online.   Another reaction read: "Hope this babe won't post his seggz tape sha. Akata girls no send o."&q

June 29, 2023

Burna Boy Akachimaster Chigame Che Withdrawal Method Oti Handingozvarise Pese Pese Sa Davido

"No kids until I am confident I can be stable with their mother," an old tweet from Burna Boy finally reveals why he has been baby mama free.   Fans have compared Burna to Davido seeing as women have surfaced online, claiming he is responsible for their pregnancies.   A reaction read: "I have so much respect for Burna, his mother, his entire family unit."Burna Boy akachi master chi game che withdrawal.Kana chipomerwa chevanha vemusango chero guwa rekubatigwa maintenance.Nemari yainayo zvokwadi machine gun riye rosvoresa chikomana.As a kantri tichatumira Calaz vane proven record vambomuratidza zvoitwa sei pamwe ane pride kuti abvunze Davido.Dressing yemkomana kuti atove same watsapp group naSis Ba Tanya? 😂

173 174 175 176 177