MOREPOWER atsvagirwa Basa Udzai muface uyu pane kurikudiwa mabhiridha kuglen norah asiyane nechingito ichiChero ukaita ngochani panongodiwa sekuru vemunhu tongokudana😹😹😹😹 Chokwadi Munhu Wemurume ndaashande Not kusweroita zvemake up no hazviite
Asi imbondiudzai aka kanhu rudzii chaiko kanenge kadzimudzangara kapokoNdosaka asingakechwi mhene dzinenge dzichitoti kachipokoUdzai muface uyu pane kurikudiwa mabhiridha kuglen norah asiyane nechingito ichi
Ma rooms mangani , and at that age , taakutarisa kuti ndepake here paari kugaraAkarongekey ipapo. Mari dzeVakadzi vevanhu dzaari kuputsira Misha achidzitsvaga nemusana nekutamba zvinonyadzisira nxaaaaEster Shava Askana siyai handwriting ye godo mu comment section umo.Considering Zim economic hardships whether Bev iloja or landlord asi the bottom line mumba make makatswairwa neku shongedzwa zvakanaka Kana nemi mune imba yenyu inema title deeds anezita renyu uye namo muri neat toti makorokoto ngazviende mberiZvakanaka zvinokudzwa Vakarongeka MaSibanda ✅
Imba tirikuvaka musatipe pressure ndoshanda nezviripo asi mukufunga kuti MaArtist tobhadharwa zvekudaro inga imba yaDehwa akafa isati yapera waniPressure yawandisa sure zvinotanga zvichanakidza Vopedzisira zvakubhowa
Handei tinounfollower nekureporter zvimapeji zvavo zvivharwe. Aunty Joy naJoey wake vanyanya kupa vanhu presha pano.Vanyanya kuda kushamisira too much.Hamba ufele kachana.Pressure yawandisa sure zvinotanga zvichanakidza Vopedzisira zvakubhowa
The Paradzayi Twins (Ketina &Doreen) Chisindicate chebasa Ava vanogona kugadzirisa nyika tikavapa mukana ,vana veZimbabwe vatambura nenhamo hakuna mabasa Zvakutoda magindagoriyaVanhu vari cursed ndovochigadzira nyika manje hahaha.Unoti kutaura zvinyadzi kugona here kuya kana kutuka kwavanoita.Vanhu ivava vari kutorwisana nemainner demons ari mavari so pressure yacho vakaexpresser nekutukirira ndokuti vanzwe zviri nani.
Ukaona uchiri kutorwa pic uri pa oxygen unenge usiri kurwaraHaa unenge usati varwara ndakazogwara pa Paarl ndikatokanganwa nemwana wacho andanga ndabaraPrayers to vaMutarisi..he is going through the most. May God see him throughKana kuzvitira munhu achichema hama weee kumwe Kushaya chaiko Wobva waposter unoda kunzwirwa tsitsi nani fokofu 😂😂😂😂
Apa ndipo pandakazviruza apa😭😭Moreby my ex husband uri sei?.Ndakufunga nhasi ndazonatsopfidza dai ndisina kusiya imba😭Ndanzwa izvezvi kutsotsiwa bhinzi dzatoshisha😭Ndosvikepi ndichingohura kuno kumabhawa nevarume vevanhu dai tangodzokerana😭Kudzokerana iwe wapedza mabhawa ese uchirara nevarume vese woda kuzomupa chartered usanzwa Moreboys.
Guyz this kettile thing yanyanya kutuka vabereki, addicted to Felly njere yarasika apa Hana content #kettymustfall let's unfollow her will see her crazy shorts from other platfoams akajayedzwa nevabereki vake.As long usiwe wakamuti tanga handifungi kuti ucha kwanisa kumumisa🤷🏾♂️🤷🏾♂️🤷🏾♀️ kazenz panzi letsi apo pobvigwe Chipoko and who?which?where?why 🥴🥴
Joey welldone nekusimudzira madhumbe wako aiwa chakanaka chakanaka ngachirumbidzwe.Tanetswa namai bee vasingade kubva pa Tyra unosvikepi nhai madhumbe uchi driver mop ezvino kune mumwe mwana akuuya unosvikepi usina kana stand hauna kana bussiness rako unosvikepi uchimirira 60 usa pamwedzi ita zvebhero zvikuita vamwe kwete kuramba uchi cleana matoireti matyra.Mai Bee vanokurwadzai henyu inga vzmwe anxmai venyu vachemberera muchimmadhumbe ichii chine age here imi ko kana zvichimuiitira hake