Friday, September 27

News News

July 02, 2023

Crammah Chindunga Imhondi Akauraya Sahwira Wake Nepfuti Denford Nenzou Akarara Apo KuDurban SouthAfrica Chiiko Kuurayana Vazukuru Vanehanda

Tikati tambe tambe tombomhoresawo mhondi dziri pakati pedu, dzakauraya but dzisina kumbobvira dzabatwa or kupika jeri 🙏. Uyu akagara apa ndiCrammah Chindunga , he shot and killed Denford Nenzou uyo akarara apo uyo, sometime in November 2019. Denford aiva shofe and Crammah aingorwadziwa naye kusvika angozowana kamukana one day kekumupfuudza ndobva amuuraya. Nyaya iyi yakatomboitwa naSimba Chikanza, he interviewed Crammah uyu and aitotaura zvake nyobvo, no remorse and akatobheja kuti handibatwi . Denford akasiya mukadzi aiva akazvitakura nevana 2 kana ndisingakanganisi. Nyaya iyi yakaitikira kuDirban .Vese ndeveJekwa, kwaMurehwa. Mukarakate .  Ndangoti nditi Crammah ndeipi ?  Denford Nenzou, continue to rest in peace.

July 02, 2023

Madamboss Vonzi Sei Varikuiita Senge Ndiye Ega Mukadxi Atanga Kuita Mimba Zvazonyanya Vanhu Vojamuka Mimba Ichingobatwa Nana Zodwa

Zvazonyanya izvi. Regai vanhu vajamukeRelian Chiss Apa tazoto zivawo kuti kunana Kudzi vaka zvara vana 3 ka 1 thru kusiya comment kwaaita panyaya ye munhu watinoziva tese😄😄zviwomileKudzai Msidi saka zvaMadam boss zvashamisira pakuti munhu wevanhu... Sekungosungwa kwakaitwa Feli... Hakushamisire asi kuti munhu wevanhu

July 02, 2023

Mike Chimombe Inzi Haasi Kubvumwa Nemari Zvachose Or Mapitsi Arikuramba Kudavira Chii Chakadaro Chinenge Ngozi KuMbinga

Ava vaMike chimombe havasi kubvumwa nemari zvachose he looks sickly 🤮maonero angu handisi kuda kupikiswaHutano ukat ndisiye zvankuCheers to us takapasa testing nemeso kungotarisa so tinenge tatopedzaBoss Mike Chimombe 1 mbinga isina noise kungomuvenga henyu but muchinda bhoo and anotobatsira vanhu vakawanda asingashambadze.zveutano wake hamheno maziso enyu aku tester HIV but ndiyo body yake kubva kudhara...

July 02, 2023

Patricia Jackie Oshungurudzikana Achibvunza Maitt Mari Iyi Yese Wakaishandisei Eoshaya Kana Bhara Zvaro Wofira Mujeri Mahara

Yaaa were did all this money go asi veduweHaaa zvinokunda ngoma kurira Kushaya kana bhara here veduwe nemari yese iyoyoMari zvayo hapana kwaichabva srry vanhu wemukando on behalf of mura pliz forgiveDuring the time she was in a relationship with Tinashe she was spending a lot kubva kuma rooro kuye,neku order hembe nekusonesa,kwakuzoti ku travela nekuita zvemuchato neku flya ne chopper 😆,plus remaining balance after the wedding to start a fresh nema fees nechi chi 😆😆😆,She couldn't live her life according to what she can afford,competitions with madam boss and Olinda made her to be a thief .She was doing so well as a comedian and would have stuck to that.I blame her bridemaids who supported her instead of telling her the truth.Asi vanhu munezvivindi I dont think munoseen

July 02, 2023

Zodwa And Tyra Enjoying Zvavo Vanhu Vot Zodwa Akosheiko Kasi Ndiye Anogadzira Maroad Munyika Vana Vevhu Kwanai

ZOdwa wacho ndiye ari kugadzira ma road here ndashaya chaatikoshera hedu senyika hamheno ikokoNakigwai muri ikweyo... Vamwe varikuCelebrator bday muJere... Tichingoti HBD... Mwari awedzere mamwe pazvose😁😁😁🙌Nakigwai muri ikweyo... Vamwe varikuCelebrator bday muJere... Tichingoti HBD... Mwari awedzere mamwe pazvose😁😁😁🙌

July 02, 2023

Mai Murata Kutosrkerera Zvavo Mwana Arikujeri Asi Ndivo Vaiisirwa Maborehole Kupendeserwa Dzimba Vatorasa Felly

Mai murata vari kusekererei kana mwana ari kujeri.apa ndivo vaiisirwa ma borehole neku dhilivara ma surprise housesThunder Nehanda zvopinda papi nekuchena kwazvo imi vangu mine mashoko Moda vaite sei vazviuraye here nekuda kwebenzi ravo.....hama dzangu ane benzi nderake kudzana unopururadza

July 02, 2023

Wicknel Chivhayo Otukwa Nema South African Nenhamo IrikuZimbabwe The Poorest Country In Africa Moshaina Ne Watch Ye2.5million Rands

Mzansi on Chivhayo... Mushure mekutenga watch ye R2.5 million⤵️⤵️He's knot a millionaire that one he doesn't have any single appreciation big up to Bo'ss tinashe mutarisi ....strive masiiwa ....Scot sakupwanyaMonya YekuMvuma and it's part of your benefits ari kudyiwa ne few people. That's why people are talking, wakambonzwa vachitaura bad about Masiiwa here? Same as you ukaromba we will talk futiMonya YekuMvuma mari yake ipiko iwe munhu aiba mari yemagetsi munenge muripiko iwewe chaiye yako mari yaunoshanda yaunoziwa kut this is my sweat u wont spent it that waySeriously baba ava kutambisa mari whilst tichitambura so .......I failed to hold my laugh on some of those above comments hanzi so does he sit like that all the time to show off the watch.....

July 02, 2023

Maitt Birthday Message From Jeri Munhu Akadya Ziya Revanhu Ototi Mistake Uyuu Mukadzi Anopenga Kokukumbira Turegerero

Imagine kudya ziya remumwe fo free zvinorwadza and haana mkanwaKari kutozviona kunge ka hero very self centered talking about turning 37 in jail what about the feelings of those you stole from😂😂🤣🤣 pakati mistake ndabva ndasiya kuverenga ..hanzi ndakambokumbira kuvharirwa chii chakadaro regai zvakazovharirwaKanhu aka ngakagareko till she apologises for what she did nekuti akadya mari dzevanhu and committed crime knowingly   Mistake was kuba mari dzemaround thinking uchawana mari kumuchato zvikaponja from there ha it was fire after fire  Zvichingonzi go mura go 😅😅😅

July 02, 2023

Maitt Vochema Kuda Blamb Nezemo Rembwa Pahwahwa I Move On Like WiFi Vacharaper Magadhi Zvavo Bonyora Raramba

Imagine une shavi reZemo or kuda Sviro seNgozi, ukaenda kuJeri famba sei apo. #happybirthdaychikwekweShem maone she moves fast like WiFi anoona yekutamba nevamwe varikoKkkkkkkkkk Heyi the best way kubonyora chikuru kutunda😂😂😂😂😂Tichareperwa maguard sekutamba sekuseka

July 02, 2023

Olinda Obsession Yaanayo Kuna Stunner For Mukadzi Wemunhu Kwahi Dai Makaita Patience Ndave Slender Manyama

Fake account yaworinda she just can't move on 😂😂😂😂Nhai olinda, saka wakachekwa nyama to prove a point to stunner. Inga you still love him. We know it's you posting yourself. 😂😂😂😂Haana kurambana nenyaya ye body even though aimboudzwa kuti the fattest chick in club . Tete ava vanoshusha zvavo. Unoidya skin yacho nemari yacho nemuseredzero. Better kugara mu corner ye room uchifara than mu mansions usina mufaro saTy...nDai maikaita patience Dziva 🤦🏽‍♀️   Zvisinei   ✅💯🔥 Tytanical Hot 🔥💯✅

170 171 172 173 174