Friday, September 27

News News

July 05, 2023

Capetown Kugara Vakashinga Kwazara Mabhinya Be Safe Mwana Ashaikwa Ku Captown Uyu Anonzi Makanaka Kune Vamuonawo Contact Below

Ndokumbirawo undiisirewo ku group tikutsvaga mwana wedu uyu anonzi Makanaka akangobuda Thursday manheru kumba until now apa akasiya fon yake tamboyedza kutsvaga nemapurisa hapana kana any lead aigara ku zola ku strand Capetown ane 15 years anenge amuwanawo please call 0641882807 or 0749298174 or 0653602911

July 05, 2023

Madamboss Pic Rashamisa Vakawanda Izvi Hazvina Hunhu For Mukadzi Wemunhu Kubata Ndebvu Dzevamwe Varume Chasara Kupinza Ruoko Mubhurugwa Ita Chiremera

Zvimwe zvinhu ivawo nechiremera nematyira Tayira.Ko ndebvu dzemumwe murume wanga uchadzibatirei.Sei usingazese iwe🙌🏾🙌🏾🙌🏾kuti izemo hereTo be honest pachivanhu chedu hazviko kubata ndebvu dzasahwira wemurume wako but kungoti ndi Tyra zviriboe but dai vanga vari bamunini boeMangwana achapinza rwuoko mu bhurugwa vanhu muchingoti zvimebasareiUkaziva kut Tee ndisahwira wekwana Dzabu unogona kupora , ende kuzvigamuchira kwamuchaita kut Hodzeko is a contemporary , open minded kinda husband with a flexible , never rigid free spirited wife who has the back up of a non-judgemental mother in-law kuchava mushonga mukuru muhupenyu hwako

July 05, 2023

Madamboss Chasara Kutiratidza Pachabuda Nemwana Why Hamuchisina Content Here Ana Bona Mugabe Vakazvara Takazongoona Vavana

Go Tyra Go 💪👏Bona Mugabe as rich as she is haana kumbobvira atiitira ruzha nemimba kusvika azvare vana vake 2.. asi Tarisai wekwa Ngundu chasara kuti atiratidze pachabuda nemwana 🤞🤞 hayi hayi uyu ngaachizvara mimba yaakunge yebveni ruzha rwacho Anondituka daquo rako everyday na6am😜Tarisayi chikoro hapana, after struggling to conceive then she is advertising nhumbu yake like that, she must go ask Ruveneko....it's not everyone who likes you, that's why vakuru vachikuchidzira kuti you hide it hameno kuti akatemba chiii. We can only pray for the bestBona was never questioned about her ability to carry a child in her womb Bona is not a social media butterfly Bona is nobody's level in Zimbabwe,and was never questioned about her pregnancies and family planning.

July 05, 2023

Tyra Princo Uyu Akanaka Kutokunda Ngoni Why Mazuvano Wakungotuka Vanhu Zvakubhowa Behave

Tyra Princo uyu akanaka kudarika murime wako mhofu uyu ihandsome uyu murime wako chidhambakura chiye hauchifananidze nehandsome wedu uyu Prince wakanaka futi plus mubrugwa unezvinhu zvakoUsafananidze mhofu nezvinhu zvisina basa iwe kushure kune tsete

July 05, 2023

Maitt Meet Zari For Free But Wanna Be Rich Auch Olinda Hired Roy Royce Kubhadhara Mari And Still Failed To See Her

chikiti met Zari for free. rich aunt hired roy naroyce, bought expensive gear stil failed to see her, zvakaomaChiranga Mapenzi rich au t in her mind she is the Zim .Zari just bbcoz vese they love to buy young boys.

July 05, 2023

Olinda Akangofunga Tytan Akaburitsa Chirwere Chake And Akamboti I Would Rather Be Under The Bridge Ndoxvinoita Amuone Senge Kanhunzi Mwana Atambura Uyu

Zvakaoma hazvo mwana atambura uyu.Nhasi kufoswa kucelebrator anniversary 😭😭Nhai Tytan uchasvika rinhi uri mujeri?Inga apa wanga wazvipira wani kusiya Mbuya ava?.Tazogara pasi semaghost TESE tawirirana kuti timukire kuBhruwayo mangwana tinotsvaga mhamha .Vanogara nechepapi kuBhruwayo?.Vanonzi ani zita tiwane pekutangira Bhruwayo yakakura.Wakaita zvekubiwa kwamhamha here kana kuti wakanhongwa mustreet?Budikira uudze dare zvakanatsofamba sei uwane rubatsiro.I would rather sleep under the bridge inondinakidza everytime i see this video😂😂😂Izvozvi ndozvinoita kuti Olinda akambozvifunga kopushirwa kure pamapikicha.

July 05, 2023

Jahprayzer Akatiparira Lorain Guyo Onzi Une Zodzo Ipi Iwe Uchiroja Usina Kana Stand Song Iyi Not For Munhu Wese Chiremerera

Jah Prezha akatiparira gore rino..Une zodzo nemhondoro ipi iwe Lolo.Hauna kana nestand yese pawakati mhaa ipapa.Zvimwe wega munhu unofanirwawo kuvhunduka usati waposta.Amwe masongs siirai malandlord...Hakuna roja rine zodzo kana chiremerera

July 05, 2023

Patricia Jackie Otsiura Sisi Bhudhi Swagger Sure Kutiza Kutenga Mapamber Nekuda Kwehunyope Why Kunyepera Varume Vaku Catcher Kuti Urimukadzi Uchafira 50rand

Time for keeping it real with pj Open letter to you my brother swaggerlicious Yes if it your profession kuita zvechibhishu itai but keep this in mind dear uri murume paunenge uchipfeka hembe dzechikadzi pfeka kana zvirizvo zvino kuitira but kana wakechewa chiuudza munhu chokwadi uri murume  Ndanganzwa guru rangu kurwadzawa ,ko kuri kuurairwa 50rand which is 2usa dollar here in Zimbabwe for the why nhai dear ?you are talented unogona kuruka musoro zvekuti and zvaifaya ,uyu waita zvekutengesa mafuta ukataura nemafans ako kubaka baka family vakupe Kestart plus mastars ako unotorarama upenyu huri bho Southafrica yasiyana ne Zimbabwe unouraiwa rakacheka nyika.  Ndakanzwa that guy achiti don't mess with me you will see  All the best malove nemalikes bho but k

July 04, 2023

Titi Oti Mai Vake Vave Mufundisi Kujeri Kuparidzira Vamwe Vasungwa And Cake Ravo Raive Reuniform Yekujeri Isu Tori Pressure Kuvanhu

Vachingobva hawo pa party apa vachibva vanotambidzwa mota nemba na tim tin Gore iri ndakabvunza mwari minamato isingaperi🤣🤣🤣🤗Apedza achibva ati present imba ine furniture plus mota 🤣🤣🤣🤣tichadzikama hedu kupihwa pressure nevanhu vasina kana tsono ye20c nxaaSoon after muchato kwabva kwaitwa chibirthday kwamashwede.kwabva kwanzi my husband bought me a car for my birthday ,then the surprise house 🏠. Kuitwa kepele kepele juvhe skip skip close yepuresha🤣🤣🤣

July 04, 2023

Peggy Musalad Swagger Anosvota Kuda Kuteedzera Tatelicious Uyu Dai Ambozvigadzirisa Level Ra Queen Haasvike Munhu Kupemha Ma50rand

Nhaimi chipoko ichi paya pachinenge chichiti my people chinenge chichimboreva ani?ko 50rand yakapiwa yaive iri yei,ko kuzobudisa munhu pacamera uyu dai vambomutsika adzidza chidzidzo itori mbavha kaa iyi wakamunzwa mundevere uya hanzi uzophila kanzima dai vakamonyorora huro kadhoma aka ngakatsvake basa kachingoti kawuno kanenge kemagoAnondisvota anoda kutevedzera Queen buh haagone ngaambogara pasi nxaaaah

168 169 170 171 172