Friday, September 27

News News

July 06, 2023

Murume Wa Bee Wezhira Kuramba Kudyirwa Musaga Anyway Makeup Iyo Yepamuchato It's A No Kuita Kucheneruka

akaita makeup bee wezhira Mwari ave naye kuita kachimupanzii karikumaperiods kudai ndosaka aisabuda maphotos aya🤣🤣🤣🤣🤣 vaiziva kuti hazvina kumira musheMake up iyo it's a no I said it the first time I saw her wedding picsKuchata akachata zvakanakisa and she did very well. But make up artist akakonewa zvake and she needs to be called out kuti aite improve on the next bride. Chii chakadaro.

July 06, 2023

Shema TV Zvaacharohwa Nezvidhoma Zvevanhu Nekuda Kunzi Haabvire Vana Valasiya Mbuya Ava For A Reason Why Kupinda Musingapindwe

Ukaona wasvika pakutiziwa nevana vako bata Hana yako katatu utimwari ndirimutadziIye Shema acharohwa nezvidhoma zvevanhu uyoMoyo wangu warwadza vanhu munotaura zvamusingazivi dayi makavaona live hamataura zvese izvi 😭kudenga kuchaita kure ndatiAsi dai vana vacho vakasiya zvinhu zvako kaa nhai coz vanoratidza kuti vaive nezvinhu zvavo ikozvino vakanyeperwa kuti dzimba dzavo kutown dzakapazwa mmm zvakaipa chero dai vane zvavakabata dai vakarega kutora property yavo kaa kana vasingavade

July 05, 2023

ZAOGA Confirms The Death Of Ezekiel Guti

The ZAOGA church has confirmed the death of its founder Ezekiel Guti. In a special announcement made on the Ezekiel TV, National Executive Chairman Joseph Guti said Guti who turned 100 early this year had been promoted to glory though he did not divulge the cause of death. One of his church leaders announced Guti’s death Wednesday and said the centurion passed away Wednesday afternoon.

July 05, 2023

Phillip Chiyangwa Oti Edzi Yedu Yamunotaura Atleast Inodya Magrapes And Iripavanhu Vane Mari Imimi Kungowukura Kusocial Nedia Madoctor Efeki

Munyori unenge wakati patei,koAIDs yatanga kubata varume ava here,uye zvinei newe kuterera mahealth status evanhu,kowadii wandoongororwa zvirwere zviri mauri watanga kurapiwa zvisati zvabuda pachena.Kwana semari yechipipipiHakuna mazuvano kune maArvs mufunge munhu anorarama nehutano hwake bhoo iwe uchiti Aids Aids viral load yake iri suppressed zvachose . These days kwane Highly active antiretroviral therapy in short toyiti HAART unogona kunzwa ichinzi ART asi rekutanga iro ndorinoreva chaizvo . Torwari ropa nguva ichipo AIDS hakuchina mazuvano kune vanhu varikurarama zvakanakisa vari paHAART .Kuchiri neAIDS here mukore uno nhai ghost. Vanhu vari pamaARV munofa mese muchivasiya varipo.They are very healthy njanji chaidzo.Phidz anowanzo dzokera paBoka paya paTurn off kumbudzi haasviki haabv

July 05, 2023

Social Media Drama Justice For Rufaro Vanhu Voda Picture Ramhofu Vana Rufaro Mazimba Mune Drama

Is Rufaro complaining? Or mukutongodawo kuactor Kahorror movie kenyu zvenyu 😳Ndiani ane pic ramhofu ana Rufaro atipewo Tyra washungurudza vakadzi vevanhu nekuzemberana nevarume vavo .Rufaro murume aenda mhofu mukadzi aenda

July 05, 2023

Cousin Rose Oti Siyanai Neni Muvengi Wamaitt Haazi Wangu Ini Na Ketty Hatirege Kutamba Tese Kuda Kufadza Imi Cat Family

Rose handioni paaresva ini side rangu , shamwari yamai Titi haisi shamwari yake , shamwari yaRose haisi shamwari yamai Titi , so kukonana kwaketty naMai Titi hazvidi Rose komangwana vakafuma vachiwirirana ketty naMura, Rose anonyarirepi , Ketty naMura vanoziva magiraji avo , zvekuti Rose akapa Ketty masecret zvichabuda hapana chisingabudi pasi pezuva guys plus Ketty aingotaura kwabva masecret wani . Siyai Rose veduweIiii ini hangu munhu akanditukira hama dzangu . Andichinei naye nyangwe zvazvo zvichinzi usa hotspot we asii matukiro anoita Ketty ana Mai murata Aya ahana kunaka ko azvimurwadzeo nei ?? Mofunga kt Mai na baba murata vanonzwa sei hama yavo ichiita hangout nemunhu anovatuka zvinyadzi. Nyangwe dai mamurimi gyz let's say ndiwe Mai murata unonzwa sei .

July 05, 2023

Feli Nandi Onzi Akanaka Zvekuti Asi Zvekuimba Haagoni Zvake Dzingori Nharo NeChido Asi Chipo Haana

Chandoziva ndechekuti akanaka zvekuti zvemusic yake ummm I'm not sureUyu anopedza masports uyu ndakazonyatsobvuma nezuro ndamuona live kuKenko.Haa Feli Nandi chibaba😍😍😍

July 05, 2023

Murume Akakecha SwaggerAchifunga Mukadzi Oti You Are Digging Your Own Grave SouthAfrica Unoswera Wachekwa Tumabhora Utwo

Iwe Swagger you are digging your own grave Satafrika haisi Sweden unoswera wachekwa mabhora ayo Ndozvakarambira mukadzi izvozvo kuti uzvichipise munhu wechirume,chinjai maitiro blaz kutobaya live kutya ka manje zvichakuwana umwe musi  Haunganyepere munhu kuti uri mukadzi oona kuti uri murume wakutoda kuonererwa uchiuya palive. Satafrika haisi yamai vako, wakufarisa manje zvekuita mafans makutoona kunge motonga pasiroseNdopaunoona vakadzi vakuru vachikuza hanzi lala wedu 🙄🙄 vanhu vanozviti mabridemaids ndana Satan infact vanenge vachiku initiater zvichi satanist chaizvo vari after your downfall nekuti hakuna angakuze mashura uyu chero akafa nehama hadzinei naye they disowned him kudhara muchambonzwa achitaura nezvemwana wake kubva paafumurwa zve juju ratove benzi ko ku

July 05, 2023

Capetown Kugara Vakashinga Kwazara Mabhinya Be Safe Mwana Ashaikwa Ku Captown Uyu Anonzi Makanaka Kune Vamuonawo Contact Below

Ndokumbirawo undiisirewo ku group tikutsvaga mwana wedu uyu anonzi Makanaka akangobuda Thursday manheru kumba until now apa akasiya fon yake tamboyedza kutsvaga nemapurisa hapana kana any lead aigara ku zola ku strand Capetown ane 15 years anenge amuwanawo please call 0641882807 or 0749298174 or 0653602911

July 05, 2023

Madamboss Pic Rashamisa Vakawanda Izvi Hazvina Hunhu For Mukadzi Wemunhu Kubata Ndebvu Dzevamwe Varume Chasara Kupinza Ruoko Mubhurugwa Ita Chiremera

Zvimwe zvinhu ivawo nechiremera nematyira Tayira.Ko ndebvu dzemumwe murume wanga uchadzibatirei.Sei usingazese iwe🙌🏾🙌🏾🙌🏾kuti izemo hereTo be honest pachivanhu chedu hazviko kubata ndebvu dzasahwira wemurume wako but kungoti ndi Tyra zviriboe but dai vanga vari bamunini boeMangwana achapinza rwuoko mu bhurugwa vanhu muchingoti zvimebasareiUkaziva kut Tee ndisahwira wekwana Dzabu unogona kupora , ende kuzvigamuchira kwamuchaita kut Hodzeko is a contemporary , open minded kinda husband with a flexible , never rigid free spirited wife who has the back up of a non-judgemental mother in-law kuchava mushonga mukuru muhupenyu hwako

167 168 169 170 171