Friday, September 27

News News

July 08, 2023

Zvinoshamisa Mukadzi Oti Comic Pastor Vanoda Pakati Pemakumbo Vakambondinyenga

The Comic Pastor was spotted somewhere in Bulawayo attempting to purchase HEINZ🍑 using Bond Notes!!! Never give up, giving up is for losers, Chembere yekwa Chivi yakabika mabwe ikaseva muto😋Ndiye umwe anodawo pakati uyu🙌🙌 akatombondinyenga ndikaramba

July 08, 2023

Baba Guti Was Selfish Like Mugabe Zanupf Kupinda Mu100 Years Uchitadza Kusiira Vamwe Chimuti Mazaoga Uko

Kupinda mu100 worega kupa mumwe chitanda unenge uchiedza kudii?Haaàaaa Chimbofunga nemachemero Anoita Vanhu KuZaoga paNormal Service,ko kuzotii Apaa Parikunzii Baba Vafaa ChaaaaaaiZodzo harisiiranwe Mwari vanosarudza Vega next time ivai nerespect nokuti ana baba Guti hamuna zera navo havasi vekutsvagisa malikesWe can't blame him this guy splitted from AOGA to start his own thing that's why it was called the house of Ezekiel so yeah it's his family businessNdiro team ranaMugabe munhu unoda kufa uchingotonga kunge kusina vamwe vanhu muchaona church ichiparara soonZvakangofanana nevanhu vanoenda kuchurch inonzi end time message haaaaa surrende boys ne zaoga haaaaa ndoma satanist aya mukoma wangu akutosvika 40 years asina mkadzi or girlfriend zvayo hanzi ndakanzi ndiite brot

July 08, 2023

Mazimba Munongoseka Kushata Kwemukadzi Wacomic Pastor Imi Makanakaa Hamuna Kana Varume So Dzikamai

Mukangoziva kuti mukadzi hazvirevi kunaka mobatsirika,the reason why vamwe venyu musina kuroorwa coz mofunga kuti mukadzi i face no,Mukadzi mwoyoImi munotozviwona musina kushata here nhai askana? Musatiwona takanyarara moti hatisi kuwona kunyangara kwenyu, tinenge tichikuwonai hedu. Dai makanaka taiti ndizvozvo but kushata nekuda kuzoti kunevamwe makashata ndipo panema1 ese ipapoImi makanaka ndimi musingaroorwe manje hezvo muri kumuseka kuti akashata asi ari mumba make akachata nemurume wake ende anodiwa imi makanaka muri kungotambisirwa nguva ende hamuroorwi zvekumhanya futi motoda mubikirwe doro nxaaa ndikunzwei futi muchitaura zvisina basaHaya ehe hazvooo kunonz hakuna munhu akashata yes handisi kuramba but haaaa apa zvinourayana nekuipa zvakawanana zviuyaHaaaaa ini hangu andifarire kut

July 08, 2023

Joey Nyikadzino Onzi Akazarirwa Nehutsotsi Musikana Uyo Achirikungotambura Zvaaita Hapana Chakachinja After Abowa Achiti Donate Timuitire Business

Jowi ndofunga mumusoro make makangozara zvekutsotsa vanhu...kkkkkkk..Update taka pihwa necoment section zvanzi, vanopfeka ma shades avo nyangwe kwadoka, varipo zvavo pama robots, Joey aitoda zvake content

July 08, 2023

Loveness Samaz Ofumura Noster Ghost Raimutuka Oti Mukadzi Muroyi Uyu Zvanyadzisa

Exhibit 2 Noster Richard why ? More exhibits to follow musandipikise ndati ndine information. Nyora hako but why kunyora nhema dzese idzo , tuka hako kuto masiriri but why those lies mmm askana no . Muroyi we hama chaiye. Be careful mu comment section umo vamwe ndato bloka munogona kuzoonera musoro wenyaya nepa fence .Khumo Bear you know me for a while. Uyu munhu ndaimira naye uyu and it’s painful to attach all this naye but ndazvifambira hanguTiara T Gendi it’s true you know me better it took me a long investigation to start talking

July 08, 2023

Baba Guti Vonzi Vanozovigwa After 1 Months Vanhu Vachingochema Mazaoga Nezanupf Vanesimba

Kwahi mwedzi wese tichichema sekuru vozoradzikwa havo 😭😭😭😭😭😭Handiti Emmerson Dambudzo Mnangagwa haabvumi kuviga munhu asina kutora mweya wake nekuda win here🤣🤣🤣🤣tudhara twakadai anotuda bigtym kunyanya mapfupa cz aripama1 kuda kuitwa president wevanhu ivo vasingamudiEhe pamwana wavo i remember vakaita 15days celebrating his lifeDid you read hre pane panzi vozoradzikwa hre after month or vati celebrating his life.

July 08, 2023

Gilbert Anehutsinye Akaoma Akatiregera Kubhadhara Rent Oti Ndinewo Mhuri Yangu Yekuchengeta Kutadza Even Kuendawo KuZim Konoona Mukadzi Wake Maitt Mujeri

Baba vakaoma ava dai ari umwe akatokwira chikopokopo kunoona mkadzi kujeri..inga wakasiya wavhurigwa page nhai iwe kandiado😂😂😂😂😂😂Ruva Myama haasi dununu uyu ndiye rough rider manje ane command isingaite Tinashe was better because aive ne patientNobhari can stop reggae. Life goes on. Zimbabwe is #happyagain . Tikabisa zanu nxt . Hesi Lullu Edwards 😆 Felistas ka Mafia compaign , inmate ke zanu.Kuti vaidanana here ne noise dzese dziye maitofunga kudanana kuye is married mukadzi is in Ghana aitobvisa zvake nyota paye chi bhishu chaiitwa paye zvekusimbiswa zvisina basa namai vemachira epahwindo ndopaunoona kuti hu shamwari hwekuma sewage kuti usekwe

July 08, 2023

Ketina Onzi Seka Urema Wafa Urimunhukadzi Why Kufarira Nhamo Yeumwe Uchaendawo Kujeri Nekutuka Vanhu

Seka urema wafa iwe urimunhukadzi hapana asingatadzi pasi pano unogona kurara wo waamo nhasi chaiye ndokupikira iwe duzvi KetiKetty anongara ku Ireland 🇮🇪 not sure how she can ever be found ku Chikurubi Max . Please don’t go to Zim Ketty 😂 Feli was the head teacher of kuseka/ kutuka vanhu ask baba Tt 🤣 leave Ketty alone.Vanomupa malikes nemacomment ndovarikushaya basa jeri harisi rufu kunodzidza your mistake that why vachiti correctional serviceMai Tt vairequester kuenda kuChikurubhi vega vachingoti ndisungisei kana ndine mhosva nhasi vasungwa makuramba kuti vanoda kuita maskit vaite zvavo parufu chaipo panoitwa maskit wani tibvirei zvedu

July 08, 2023

Tallyn Ndudzo Onzi Akura Zvake 30 Years Kupi Ndakadzidza Naye Ini Ndine 43 Years Schoolmate Yake Yotaura

Tallyn akura hake mmm 30 mashoma kwaariNorah ndakadzidza naye grade one kwachirumhanzu ukoo ..iye akazodzokorodza kusaziva kut ndopakahafuka makore here ipapo bt ini ndatone 43🤣🤣🤣Apa ane 29 years Ndamutya ini  ngaageze mushe uye akuita senge atomirira vazukuruBut Tallyn asina firita arinane Pana Madam boss vanobva vaita kunge mombo yegudo chaiyo chaiyo😹😹😹😹 29 munhu achembere kupfuura amai vangu vave kuma40s ahh ngozi yemaChawa  Zamu rapata zvese kuneta  Face yake kuita kuwunyana ahh bodo

July 08, 2023

Ketina Otuka Zvirimubhurugwa MavaMurata Chinhu Chavo Chinoda Kutemwa Temwa Nebadza Choitwa Chiremwa Remwa Zvakaoma

🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣Hanzi zimboro ravamurata rinoda kutemwa temwa nebadza riite sechiremwa remwa aaaah munhu mutema ndamutadza iniNaiye munyori wacho haana kukwana !! Chero wazvihwa kwa Ketty why repeat it !! Uri munhuwo akaberekwa usadaro mhani remekedzai vanhu vakuru please !!ungafara kuti ndaposta pa Fb asi deep down urimunhu hauzvivhunzi sei kuti wagona hereBehind every ghost theyz a real person, remekedzai vanhu vakuru... I don't find any humour in it... Ketty benzi rotuka amai ndoringateedzerwe kwanai

164 165 166 167 168