Friday, September 27

News News

July 11, 2023

Mhosva Wave Kuda Kurarama Fake Like zkukwira Ndege Everyday Usina Kana Imba Fans Complaining

Changamire Roxy hona mhosva uya atanga kukwira ndege iye asina stand huya umutsiure🤣🤣🤣🤣🤸‍♀️🤸‍♀️🤸‍♀️🤸‍♀️🤸‍♀️Totonzwao newe Kuti haana stand isu totoziva Kuti akatovaka atobuda Mumba make kureva uchiri Shure ndiweIta content yako ndiwe waisa post Roxy unomudanirei iwe wakamboikwira ndege karombe kamukono ketsambara futaVanenge vakudanana chete Denzel anoita kunge ngochani 😂😂😂😂😂😂🤣 mhosva akawana partner

July 11, 2023

Zimbabwe Yainakidza Mazuva Ana Kapfupi Marabha Madumbe Iko Zvino Industry Yazara Maclout Chaser Asina Content

Nguva yezvima drama izvi zimbabwe yaive huchii vainyatsogona kwete zvatakuona ikozvino zveku foseraChinondigwadza nehuchi ihwohwo vamwe vakafa vachipemherwa mari dzekurapwa vasina kana kobiri.Hapana chaimbonyanya kunakidza ipo paye. Kungoti ndozvaivepo, kwaive kusina maskit panet, ana Netflix, showmax naiwo maseries ekuma tv nekuma DVD etc vaisave necompetition bedzi. Just like Zbc inotora award kunzi the best broadcaster in the country haiwawo 😂🤣Marabha wapapi pamazvi cabbage cabbage wapapi pazvima tomato tomato not zvavakuitiswa na Shuga shuga wenyu

July 11, 2023

Handsome Pfacha Mukadzi Wemunhu Confess Oti Bhurugwa Rangu Ratota Ndaona Smile Ya Freeman Hkd Boss

Freeman hkd boss Handsome pfacha odiya vakadzi Vachichema Nesmile Yake zvoti baba Vakanaka ava Ndovarume Zvee  Freeman recent picture left women crying just for a hug zvakaoma hazvo Mazimbabwean Ane Drama 

July 10, 2023

Patricia Jackie Oti Olinda Hatisi Varoyi Hatirege Kutaura Ndiwe zmuroyi Unouya Nezvinyaya Zvako We All Kno Marriage Yenyu Haina Dhiri Kuitisana

Hatisi zvedu varoyi  But there is trouble in paradise  Isu we post content yatapiwa pano.  Ndiwe wanyora wega Kana muri mese zvakangonaka futi  Ini I don't hate you oc but uri kuita kuti marriage yako even your husband kuita bepa Even zvawaka poster zviri nhema it was not necessary at oil Musino wakaitq live uchiti mutorei tytan mumuchengete muri imi  Iwe ndiwe unozvisekesera marriage yako kuita mahumbwe eecdWe gve her what she wanted attention, lol pane vamwe vakazviita last time vatuka vatuka pafb kwakuiti my life is a movie 🎬 tachinyepera but zvavepi. Pana stunner she did the same kuuya akamuumburudza kwakuti ndaitamba Isu zvekumba kwenyu hatineyi nazvo ndimi motipa Towana nyaya I love oc but kana Uchida munhu muudzei not

July 10, 2023

Joey Nyikadzino Oti Wandakabiira Ngaaende Kumapurisa Akuda Kuita Chimaitt Izvezvi Variko Neinda Kuchikurubhi

Hanzi wese akabirwa enda kuPolice 🙌Ndosame same zvamaiita maitt kuti musaterere zvinotaurwa ne vanhu ivovachiba.chikurubi chayakanakira yakavakirwa vanhu chete🤣🤣🤣🤣Joey mudhoto wako, maziso anehomwe uncle malume sit down hauna mari mbavha yenyika Pukuta tsete nd come back to do ur nuggetsVamwe vakazokuenda akaxozhamba ava iye kuti ndiri pachirongwa jiki jiki vana vangu jiki jiki hupenyu hwejeri sa celeb hauna kundifita ndinzwireiwo tsitsi Mambo usafarise

July 10, 2023

Joseph Madziire Zimpraise Onzi Destiny Destroyer 3 Years Usingatore Mukadzi Ukuzama Kuita Seiko Zimbabweans Not Happy

ZvaJosefa naMellisa zvangove zvekungotarisa tatoneta wo senyika gore rino ratove rechi3 kuitwa Lord of the rings chaiko kwakaitwa MellisaVakadzi vazhinji vari mu situation ya Mellisa a man marries you for society and family.  Then he leaves you to go be with his real love. When they say pray for your future marriage, ndizvo zvavanenge vachitu namatira. Nothing hurts more than being a Single-married woman. And trust me variko hobho, kusangotaura.Destiny destroyers . Varume vanokutambisira nguva must fallJoseph Madziyire urikumbozama kudii chaizvo nemwana wavaridzi Mellisa Makwasha wausiri kuda kutora ugare naye? Wakamuroorerei kana usingamudi ? Apa wanzwa nekuchapaza vasikana veku zimpraise . This time uto Lock wall yako neye chimbuya chako Zodwa chauri kuitisana nacho nekuti tic

July 10, 2023

Zvekutamba Muri Kagroup Muchazvirega Rutendo Samaz Noster Ndiye Zvake Larisa Same Handwriting Zvemaghost Muchazvirega

Vakaita forensics wongororai. Ukawana full stop pane any those screenshots wondiudzawo. Ndasiira kwamuri 💁💁💁💁Kana asiri iye kureva kuti anewakaudza zvaitika ndiye akazvikanda bcz imwe nyaya yakurambidzwa kwatalyn kuuya kwaive nanox yaizikanwa nakety ,na Noster vari 2Ini ndakadzidzira kuona nekuziva ma handwriting emunhu on Facebook or any other social media..... handwriting oy ndeye munhu one the way she touches her phone when typing letter L, k, and R is the same anobhendesa her thumb when typing those letters of which it's different to all of us,it's rare kubhedlndesa yr thumb they are a few vanodaro

July 10, 2023

Rose Dzikama Iwee Run Away From Ketty 40 Year Inenge Mbwende Kurasa Hama Dzako

U hear a 40+ year old saying kumunhu arikutuka hama dzake .. iwewe neni hapana chatakatadzirana lol ko vanhu vari kutukwa are they not your relatives? Ndokutotadzirwa kwachoka... saskam.Rose Rose Rose distance yourself from Ketty, uchapachema chete dat ngaka is not agood friend, the moment yaakatanga kutaura masecrets aFelly waifanirwa kutiza nehupenyu hwako, wangonwa doro namamwwe mafriends ako wani, Rose i repeat distance yourself from zvingaka, zvekuti hee neutral zvekupenga zvako zvirege siyana namasomera, cz uchapachema, ucharova iyo co#ine mushe waundurwa

July 10, 2023

Vanhu Voti Tytan Nemiromo Yakaruma Polony You Need To Get A Job Not Kusweroita Zvimaskit Nemarriage

Tytan needs to get a jobMa lips 👄 boho here macazins or OC akatopa baby boy 👦🏾 shuramatongo or shall we ask Shadhaya.🤥

July 10, 2023

Tallyn Iti Ndirikuda Gupuro From Nox Ndakatoudza Mai Vake Ndini Ndaimuchengeta

Unoda gupuro rei iwe uriwe wakaramba itopa nox gupuro 😀Iye Tallyn ndiye anofanira kupa Nox gupuro handiti ndiye akamurambaMai gaka vari Kuda gupuro chete kubva kuna noxPressure pressure pressure...kune vakasiwa vane vana chaivo bt vakangoka ganwa Wani.🤣🤣🤣

161 162 163 164 165