Friday, September 27

News News

July 12, 2023

Madamboss Vozvara Mwana Mukomana Akafanana Na Mhofu Itai Makorokoto

Madamboss give birth to a bouncing baby boy who looks like mhofu aiwa zvinokudzwa makorokoto We have been together in this journey! Dzabu came early in the morning today! Thank you for your love.

July 11, 2023

Swagger Oti Ketina Unga Zvicompare Neni Ndakaibva Mwiri Wese Nemafuta Iwe Zvingakaa

Ungazvicompare naSwagger iwe Ketty  Swagger chaiye akaibva zvese haana kana zvingaka  Kusekana kwana kamba  Kubaka baka family nezuro makananairwa nezvingaka Amai venyu vanetsa itai go fundStop comparing Ketty nengochani,vanhu 2 vakasiyana.Zvingaka zvaSwager mozviona sei iye achigara akavhara

July 11, 2023

Vanhu Siyanai Na Madamboss Aslong Murume Wake Nehama Vachifara Nezvaanoita

Imi vanhu siyai Tyra uyu munhu wevanhu ende as long as murume wake nekwakaroorwa varibho nazvo imi munei nazvoGo Mai Dzabu go the winning teamHanzi nevateveri vake ndozvoda murume wake nehama dzemurume dzototi zvakanakaEee aaa vekwaakarorwa vanopinda papi hanty chiweti ndechake hake iye Tarisai

July 11, 2023

Dj Shugeta Onzi Hatichaoni Chiweti Mubhurugwa Munechinhu Here Chaperera Kudumbu Piwa Tea Na Anna Honde

Mubhuyugwa mune chinhu here umo nhai daddy shugie🫣Murume wese ane dumbu nedama ifull stop mubhurugwa umu 👐😄 ndosaka ndichida vatete Fully loaded plus huchii 👌Kkkkkkk ndopaunotoona vamwe varume vachishaina imo musina zvirimo kkkkkkk kwaaaaChakadyiwa nedumbu apo maround anobva akura😂😂😂😂Hamuna umo hasha dzese dzakaperera kuzvitama izvo

July 11, 2023

Tocky Vibes One Celebrity Ratakabvisa Kumusha Chimusha Nehuruva Zvikaramba Kupera

Tocky ibasa uyuTakati wagona wabva kwamarange ,asi kahumarange hakabude hako ,zvinetambo Tambo nekurembera kunge gemenzi reko Wadi wambochinja plus kakusiririsa semukadzi Ari pachipari.

July 11, 2023

Baba Harare Vopedza Kudya Bota Revasikana VemuHarare Vese chibaba Chetsambarafuta

Father dhorobha kamukono ketsambarafuta😎Kkkkkkk haaa vanozviendesa pana father city vachiona vachidzorera mombe mudangaHarisi jock imombe yakabva kusina uswa vabatira zvenhu pamusori job com to twon late ndovanhu vanorohwa ne aids and die fast vakapusungwaraPic number 2 musikana akatofizuka kuratidza kutosvotwa akutonzi smayira yekumanikidzwa asi maziso ariku complainer

July 11, 2023

Rose Fake Hama Yamaitt Saka Achinanzva Shure YaKetty Yekufumura Kuti Tt Mwana Anechirwere Chaakapiwa Namai Vake

Kana nyaya havana zvavo vari kungonanzvana asi pafeya rose hadi ketty akutotyawo kuti vakaparadzana masecrets anobuda plus anotukwa saka otongoramba achinanzva ndiye akaudza ketty kuti tt aripa chirongwa rose zimbuya repa cornerSorry to say this but have never seen munhu akapusa like that..After munhu afumura all yo sensitive stuff already including yo strong drug abuse, risk of losing vana, hauna mari u get donations from her , ehh murume wese anopfuura nepauri etc then woramba uchisekerera that person..that person is very dangerous hakuna huroyi hunopfuura ipapo, it means they have never loved u/never been yo friend. so u gat to run very fast with yo life coz next time kana mshonga vanokuisiraZimuke Rose basa kusekerera hama dzichitukwa na ketsvina iwe nekuda kwemuromo wako usina boundar

July 11, 2023

Mukadzi Waminister Mahendere Onzi Zvekupfeka Haagone Dress Rake Rangarisina Kumufita And Haana Kufitana Nemurume Akanaka Iye Hameno Zvaari

The dress is nice it's not her size plus harina kufita it's not for her body typeThe dress is nice it's not her size plus harina kufita it's not for her body typeHmm yimwe attention to detail yamunozotora yakanyanya..if we could apply that to our own lives ,the world will be a better placeMusarwadziwe..dei maigona ku designer chaiko maivhura yenyu shop moita madesigns amunoda otengwa nevanomada...the dress was designed that way. Mai Mahendere vakatoritenga vachirida rakadaro..ungenaphi?

July 11, 2023

John Paradza And Pupurai Togarepi Vouraya Nekuponda Vanhu Ve CCC KuMasvingo Hondo Yatanga Time Yemaelections

Ma Citizens dont vote Pupurai   *PUPURAI TOGAREPI AND JOHN PARADZA UNLEASHES TERROR IN GUTU*    *.....as CCC supporters flee to urban areas for safety*    10 July 2023   The main opposition party, Citizens Coalition for Change (CCC), has accused ZANU PF Members of Parliament of attacking its supporters in Gutu South after a visit by party leader Nelson Chamisa. In a statement seen by Pindula News, the party named John Paradza, ZANU PF MP for Gutu West, and Pupurai Togarepi, Gutu South MP, as members of the gang that attacked the supporters.   The CCC strongly condemned the actions of the ZANU PF thugs and deployed peace ambassadors to provide assistance to the victims. The party called for those responsible for the violence t

July 11, 2023

Lovenes Onzi Kcie Akaramba Kurara Naye Asi Okwira Maitt Saka Achiiita Hasha Dzekumutuka Everyday

Mbuya masiriri nyatso taurai nyaya yenyu zvakanaka. Kay Cee akaramba kurara nemi gogo loveness.  But makazonyanya kurwadziwa when you found out kuti Kay Cee akakwira kamuchacha, Rose 🌹 na Noster. Wakaenda ku UK 🇬🇧uchida ku kukwirwa na Kay Cee, but zvakaramba.  Pama Hure ese a MANDLA like you, KETINA, Kefi, Cookie, Noster na TALLYN, ndiwe chete anosemwa ne varume.  Pawakazonzwa kuti nakamuchacha kanotodiwa kudarika iwe plus akakwirwa nevarume vese vaunoda vanokusema nanhasi including TINASHE na Shepherd Zvikakurwadza. Haunyari ku creator nyaya ye kunyepa, Sorry zvako Noster.  Kuroverera Noster pamuchinjikwa. IP address ne home address zvino enderana papi.  Dai watoti you compared IP Yauinayo neya Noster zvikaita square square taitombo zvib

160 161 162 163 164