Friday, September 27

News News

July 13, 2023

Let's Go Fund Tinashe Mugabe DNA Atengewo Magumbeze Chokwadi Celebrity Kufufa 2 In 1 Ranzwa Netsvina

Lets donate  Sheets and duvet's . Zvema 2 in 1 zvoitisa sinus izviZikugumbezi....zikugudza.....zikujira...probability of sweating and smelling is 99.9% lolZvipoko hazvizorore shuwa. Regai August asvike muroverwe màkuva zvimwe mungazorora aaahMr DNA makatovata zvenyu mukai mukai kwaita basa uko toda kunzwa the probability

July 13, 2023

Hakuna Baba Vakadai Ngoni Oti Shoko Harisati Rasvika Kuno KuGermany Imimi Postayi And Endai Monobereka Mwana Wacho

Umwe Hati mhofu kwane mwana handei tinobereka zvikanzi mhanya kaiwe unobereka 不不Imba yavo yakasoparara kare both no longer wear rings, imi ndimi murikutivafoseredzeraMhofu ukavaitirq dzungu vanopindura mhinduro manyama chaiyoUyuwo busy nema band asi haasi wake mwana wacho or maybe anga achida kuti ave mkomana ini handichaziviwo gud 9yt湘弗Tyler Kutenda kkkkkk wotosiya contract dzamaka sainirana manje haiwawooo vangani vanobereka hubby asipo? Chashamisa nhasi chii nhaimiPanoundurwa vanhu kupage kwaMB mangomuona munhu wacho anoita izvozvo

July 13, 2023

Ngoni Munetsiwa Seiko Usiri Kuposter Mwana Wako Kutokundwa Nana Mhosva Zimbabweans Not Happy With Ngoni

Sei usiri kuposter mwana , kukundwa naMhosvaMurume uyu anondisiririsa apa tyra tenda Mwari wakazviwanira tata vako .vaita kusvetuka pavanzwa kwane mwanaAkaposter imi mozodziwanepi nyaya Mura akasungwa hakuchina chekutaura Piwai content. UkoVanhu ava vanotoita zvinhu vachiita kuti tiwane zvekutaura不不不zvimwe tingawawata zvedu, asi murume uyu helped mukadzi wake kubuilder brand asingamixer scandal. Have you ever noticed people who react and congratulate kupage raMB? vana Maicharamba, dorcas moyo , sulu,mukoma lenny zhakata, apostle chivaviro.. all those popular pple vari silent pasocial media vanotoburuka kuterrace umm yeah ... ramba uchirumira muvhu anaconda, chachara chachara pese pese haina deal

July 13, 2023

Lorain Guyo Otukwa Kiamahure Unopa Mwana Munyama Haasati Adonga Rukuvhute Wavekunotomubata Dzikama Uitewo Wako Not Kusvotora Nekunwa Mapiritsi

Vana KIA mahure manga matomhanya kunobata mwana asati adonha kana guvhu nemaoko iwayo akan'ora anenge abva kubata yekero dzevarume vevanhu madeko acho dzungu nderei? Ko kumbomira mwana odonhawo guvhu. Muchatikuvadzira Dzabu wedu. Blary shit mhani!Iwe basa kungonwa ma morning after nekudzisvotora . Taakuda kuona wako tirikukupa 9months from mwedzi uno. Inga Thomas ariko wani ukudii kungoita mwana wako . Kambwaa.So paunopedza kunyora zvakadai unotonzwa kuti ndagona here? Nekuti ghost munhuTyra makamunyomba mukati haana chibereko now kwane mwana Mwari varatidza simba ravo makuti nanga nanga na lolo makaoma

July 13, 2023

Madamboss Vonzi Vachiwedzera Mai B Salary Not Zvekuswero Pfekedzana Hemba Namaid Uchida Kumuitisa

Tyra chiwedzera mai bee mari kubata dhodho haisi nyore purizi mhuri yawanda iyi不不元‍儭元‍儭tyra munhu bhoo zvekuti honai anopfekedzana namaid wake vangani vanozviita izviMadress ayo akasiyana tarisai ra maid rine malines 2 front iro harinaHezvooo asi hadzisikunatsooneka here hembe idzi kuti dzakasiyanaBata hana yako katatu uchiti ndiri dhanda head andigone kusiyanisa,spot the difference dofo

July 13, 2023

Noster Oti Samaz And Ketina Kurwadziwa Negaro Rangu Ndakavakunfa Kunaka Ivo Tutsabvu Nemagaro Mabox Akaomarara

Ndigadziriseiwo magaro angu ebox please Hezvooo asi hadzisikunatsooneka here hembe idzi kuti dzakasiyanaWakamakirwa garo nester kkk ko sei rayinzi rinenge zvidhinha aah masiriri akashayawo apaVanobaikana newe thy think thy can control everyone on media ende usambovanyengerera ndezvavo izvo

July 13, 2023

Hama Dzemurume Dzojamuka Chipo Trouble Causer Hazviiti Kuzoisa Murume Pic Afa Woti Husband Iye Ari X Musadaro

Dai angoti ndi ex husband zvekut my husband haris radrama hreIni hangu hazvina kunyasondiitira kuzoisa murume pic afa kana zuva one randakambosangana vachitaurwa nezvavoUyu ndi x hubby wake baba wa Kelly na kupa ndovafa awo uyu myb ndiye akazomurora nowVanhu vanoroorana kana kuzvara vana vose but vagosiyana. That doesnt change kuti ndibaba vevana vake. Besides, ko kana uyo ari iye current husband or even brother or friend. Why muchidaro imi munhu ari pakuchemaUnenge wati ndinyaradzwe nemasahwira wotoona waakutukwa. Disadvantage yekuchemera pa fcbk. You end up waane nhamo 2 yekufirwa neyekutukwa.Dai angoti ndi ex husband zvekut my husband haris radrama hre

July 13, 2023

Zimbabweans Oda Baby Welcome YaDzabu MuHICC Aiwa Kana May Weatger Auya Konoona Mwana Wenyika

Madam Boss please tokumbirawo baby welcome yaDzabu kuHICC.Mwana uyu ndewe nyika mukungozvionawo kuti anga akamirirwa sei.Mukaitira kumwe hatikwane tese.Dzabu anotoda iri HICCHaunyepi kkkkkk Dzaburukanyashadzaishe Tanga takakumiriraDzabu warangarirwa mkoma Mayweather vauya kuzokuita makorokoto vatambirwa nezvigure manyama元‍儭元‍儭元‍儭

July 13, 2023

Maitt Fans Voti Patricia Jackie Hausi Level Ramaitt Gara Pasi Seat Down Kujeri Waidei Wzifunga Uchaona Feli Manje She Is Protected

patria jack duzvi nhamo inokushupa hausi pa level ra Felly iwe chashamisa chii pakusungwa kwa Felly iwe urimbwa ndosaka wakarambwa nemurume mushure mekunge warara navatezvara unei karombe zihure murume wakaisepiko saka wabvanei kuchikurubi kwacho unozvinetsa iwe waida kuty teki teki na Ketty haade Kuva nehushamwari newe haakude soon akukuitira live nyaya dzese dzawakamuudza nezuro wabva Ku chikurubi ma screen shot tinawo mazisareAifunga muchaimbirwa unongoona katanda karimuziso mangu izvo wanikwe kamuchacha hakapo ndosaka kachizoti ndorema kuita kuteerwa nema monitoring spirits kunjeri iko kakatoudzwa kudhara kuti usaobekere wakabatiswa pasi ende wakafambira mahara nyangwe kwaive ne function wakaendera agendaAsi u think chikurubhi yaya Felistas nhai wese aenda akuda kunoona Mwari wenyu Fel

July 13, 2023

Zvobuda Necat Family Patricia Angaaendesa Mazoe Ane Poison Kuti Maitt Caite Kafira Mberi Kujeri Zvinoshamisa Zvinotyisa

The rest is nuisance... Feli haasiye oga ari muJere Mazoe akapiwa vamwe vasungwa... Naiyewo wacho ari kutomamwa不不不不不不不不不不 protection yei zvikiti zvomboshaya shuwa vo protector asina kobo muhomwe makazara vakasungirwa ma fraud ema millions vane cash indava muchingomukwidza ndege yemashanga pese peseMoms iyika 不不不不不Kutumana neteam rayo kundotsvaka content neguhwa kujeri vanoti magurd jail acho akapata here anotoziva kuti Felly is on spot let's protect her. Vanoti anoonekwa zvekumhanya here nevaroyi, vanotoziva kuti vanhu vakaita sana PJ they're on mission. Wakamurmur PJ kufambira dhongi rakaora plus hausiwe wakatenga zvinhu zvevasungwa. Iwe neteam rako makaronga kuti iwe uende kunotora mapix thinking uchaona Felly makafambira donkey

158 159 160 161 162