Friday, September 27

News News

July 15, 2023

Tete Tilda Namabhishu Manyama Vakufambira Kuti Abude Mujeri

Bishu afara wena ko tete vangotiratidza 1bishu chete ko rimwe racho riya riya ndoratanga takatarisira๐ŸซฃKo bishu haana kubuda pakabuda vamwe inga ana sekuru vakarepa vakabuditswa waniSister vakavharisa havo nechi marriage chenhema apa iwe unenge wakafirira kuti ndiri mu marriage munhu achiti chi marriage chenhemaInini ndir bishu ....ndir kuti ndir hre eee ndakazomboita chimarriage changu chenhema nhemq ๐Ÿ˜„ ๐Ÿคฃ ๐Ÿ˜‚ ๐Ÿ˜† ๐Ÿ˜„ ๐Ÿคฃ ๐Ÿ˜‚ ๐Ÿ˜† ๐Ÿ˜„ ๐Ÿคฃ ๐Ÿ˜‚ ๐Ÿ˜† ๐Ÿ˜„ ๐Ÿคฃ ๐Ÿ˜‚ ๐Ÿ˜† ๐Ÿ˜„ ๐Ÿคฃ ๐Ÿ˜‚ ๐Ÿ˜† ๐Ÿ˜„ ๐Ÿคฃ ๐Ÿ˜‚ ๐Ÿ˜†

July 15, 2023

Gogo Vakarasika Abo Vanonzo Fadzai Bangure Hama Dzavo Varikupolice Vatoreiwo

Gogo avo vakarasika. Vanonzi Fadzai Bangure vachibva kwa Munyeveri Village, Chief Chimombe kwaGutu Kana pane angavaziva assist please. Vari paMarimba Police. Vari kuti last born yavo inodzidza pa Chimombe high School and she intended to go to Norton where she had been invited by her daughter Patricia Munyeveri. Sendai kuma group akawanda awane rubatsiro๐Ÿ’ฅ๐Ÿ’ฅ๐Ÿ’ฅ

July 15, 2023

Ngoni Madam Boss Husband Not Bothered NezvaDzabu Zvake Mazimbabwean Akumutuka Marriage Hapachina

Zvemerieji apachina zvapo after matorà makore muchitsvaka mwana auya mozoti um not going to post???? Thats not itImi vanhu vanongoti kupost kupost kune basa reiko kupost mwana dai vanhu vose vaiti vakazvara vana murume nemukadzi vopost zvaibuda here imi venyu mukazvara moudzirwa nani zvekuita mukwane hamupenge imiNgoni is sick and tired of being sick and tired ๐Ÿ˜…๐Ÿ˜…๐Ÿ˜…do you Ngoni mari kumberi,asi akatanga zvekuita MC rinhi?ndaifunga his the shy type…anyhow gud 4 uIf he failed to post his son why would he post his daughter....he is a fair man. He is just Treating all his women the same, Uri chibaba

July 15, 2023

Tytan Onzi Anekahungochani Kadi Maari Isu Toti Murume Akatsvuka Or Kunaka Atove Ngochani Here Dzikamai

Titanic ari kwese kunzungu nekunyimo. Ukaziva izvi you will understand why ane kahu feminine.I have realized that when you're male and light in complexion you always get such an inferior misjudgement. People will think maybe you're not manly enough or u have a small d!ck or something but its the opposite. Even kuchikoro vanhu vaindi buller around then later find out kuti ndairova and i was even more stronger than vakashata vacho lol. Nice looking niggaz are the most dangerous in everything trust meFilter yaTallyn yakawoma Veduwe. Heya Nox akashata kudai? Ka face kuita kunge mutsumwarumwa.Handisi kuti chiii kana kuti chiii asi tytan Ane kahu feminine kainako hake  Zvemubrugwa make handichataure hangu asi hamuna chinhu baa kkkHe is a very good looking guy with a very minimize

July 15, 2023

Fungisai KoDzabu Mwana WaMadamboss Kuzvarwa Kwake Kunei Nekufa Kwababa Guti Itawo Sewakaenda Kuchikoro Zimbabweans Angry

Makorokoto mai Dzabu! Madam Boss. This is the generation yakuzvarwa Baba Archbishop Ezekiel Guti vaenda. ๐Ÿ˜ญThe Testament will see them through. Ngaawanzwe Makomborero!Mufi nemwana zvasangana papiko baba Guti varikukwaniswa papi pakuzvarwa kwa Dzabu ane dramawo uyuHanzi generation yakuzvarwa baba Guti vafa meaning vachakura vasina guidance and teachings dzababa GutiNhai iwe Fungisai.Baba Guti vanei naDzabu????..Ndosaka uchikundwa kuimba naDorcas Moyo.Tuziso

July 15, 2023

Maitt Spotted In Chikurubhi Na Tete Tilda Vakazviwandisa Koanonyareiko

Na Tete tiridha vanga vanoona futi Mai venyu ? Ma saskam manyama zvikiti muri zvireshe last number vanhu votadza kushanyira vasungwa nekuti mukono wenyu wetsambarafuta ndokwauri anokoshera imi momunzvaKo zvaimbonzi vana vari pasi pe18 havapinde kujeri kunoona Hama dzavo ko avo vacheche varikutogarako vakaita mhosva dzei uye why vana ava vari mukatii vakambobarirwa kupi apa ngavawandeUkaona usiri mujeri or mu hospital tenda mwari.....that life is not easy....let's pray and normalize kuvhura hombeAkufurira vasungwa kuhwanda nemamask kutya ma camera so that awane vekunyara navo .vasungwa vaizvifarira kare ava vasingakendenge asati aveko iye Zhantali ------๐Ÿคฃ๐ŸคฃSaka vanha ava vakazvarirwa mukati or unosungwa uinemwana nhumbu dzinoitirwa kudze or what can someone balance meAll haters lov

July 15, 2023

Tinashe Maphosa Maitt X Oti Baba Harare Kukoira Kwavo Madhiri Ekuda Kutora Vakadzi Vevanhu Kukoira Seiko Nhai Imi Pane Vanhu

Zvavo Mai Harare kudla nerifa chero mjolo haumbofungi pakadai๐Ÿ˜‹๐Ÿ˜‹๐Ÿ˜‹๐Ÿ˜‹Vakapinda mu hospital vachidai varwere vanogona kupona , uyu utori mushonga chaiwo ๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚Pamelah Tamirah ddnt know Tinashe aitobatikana zvekudaro ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃpandazongonzwa kuti Baba Harare ndikati ooh finishKungoti ndiri munhu mukuru, uye ndine vana vakura, handikwanise kutaura zvandiri kuda kutaura. Anyway ndongoti Mwari komborerai Baba Harare๐Ÿ˜…Madhiri ekuda kutora vakadzi vevanhu baba Harare mirai izvozvo imwiiiSaka imi munoti tinashe agaregedze kurwadziwa pakadai

July 15, 2023

Rest In Peace To Vakundi Ministries Tatove Drama Rekuti Vanga Vakatora Mukadzi Wemunhu

Evangelist vakafirwa vakazowana Doc Enerst they have been together for very long time..chipoko unebasa kkk kokungoti rest in peace zwemamarriage avakasiya zwinei too much information

July 14, 2023

Marwei Pokello Oramba Kudyirwa Musaga Nemwana Wa President Emerson Junior

Zvanzi Sisi Poki varamba kudyirwa musaga vatuma Wicknell kuposta achitetena finance yenyika naEmmerson Mnangagwa junior๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚Handiti makava Seka kuti Havana kuendwa navo kumuchato, this is her showing you munhu wakewo ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐ŸคฃVamwe ndoo vanenge vari kumba vachibuda vakapfeka zvakadzikama imi muri wekubhawa kusiyana kwemarevhuro shuwa ๐Ÿ˜‚ ๐Ÿ˜‚ ๐Ÿ˜‚ ๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃapa mukadzi wake ariko kumba mugumbezi neheater iwe urikubhawa uchigwagwadza nechando ๐Ÿคฃ๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚

July 13, 2023

Zimbabweans Said Munyaradzi Mawadze Ngaauraiwe Akacheka Sipho Justice For Sipho Toda Angoitwawo Zvaitwa Mhondi Dzekwamakore

Pana Tapiwa Makore Snr naTafadzwa Shamba matigonera ko pana Munyaradzi Mawadze mati tiite sei? Akacheka Sypho pahuro the same way yakatochekwa Tapiwa iya kwakumusiya musango for days akazowanikwa adyiwa dyiwa nemasvosve asviba kuti tsva hawaimbofunga kuti munhu. Munyaradzi akaita more than 3 weeks achitorarama fani life yake like nothing had happened and achitoshandisa phone yaSypho to text and distract people vaitsvaga Sypho kuti vafunge kuti mupenyu ane kwaari. Kutomucreatera nyaya yekunzi akatiza zvikwereti akaenda kuSouth Africa. Kutonyeberawo kubatsira vaitsvaga kutsvaga Sypho wacho. Sypho aitova futi second victim , Munyaradzi akambokanda imwe student yepaUZ mudam vachinetsana nenyaya yelaptop. Evidence paboth cases iripo zvekuti . Munyaradzi Mawadze anotongwa riini.?Mutongo waTapiwa

157 158 159 160 161