Friday, September 27

News News

July 16, 2023

Madamboss Vonzi Chimwe Chibharanzi Mwana Achangozvarwa Anoiswa Muprema Here And Ivo Vacho Wheelchair Zvazvisiri Necessary Hazvo

Ko prema ndeyeyi kuhospital chimwe chibharanzi so only a car seat needed saka kutanga kubvisa mwana futi ahhh social standi iyi ka faka pressure why is it everything is exaggerated 😳From private hospital wakananga muimba isiri yako. Gore rino tiri kuramba kupihwa pressure nevanhu vane mabhuku emota vasina dzimba dzinodana ivoIRI ndorinonzi drama iri, ndioneiwo chaiyo. Munhu unofamba Wani after birth, ko Prema pashaya anobata mwana shuwa kungobuda muchipatara kusvika kumota🙌🙌🙌. Life ye camera yakaomaAsi mhofu vakaoma havo,after mkdzi abata mimba kwakutiza ne bishu kuenda ne gemarny,mkdzi kuita 9months no mbololisi,mkdzi kuzvara ega pasina mrume kt achekewo ghuvu remwna zvaitwa na Holy fen,apa mwana iyeye akauya vatambura sei varume matuzvi chaiwo

July 16, 2023

Congradulations Holyten 24year Old Father Of 2 Zimbabweans Vobvunza Mwana Wa Holyten Anenge Ari Number Chii Nekuti Baba Vane Vawo Mai Vane Vavo Zvakasangana Ma Divorcees

Mwana uyu azvarwa anenge ari number ani ? Mufamily , nekuti Kim ane wake mwana , Holy 10 ane wake wo , so ifirst born here or ithird born ?It's first for both of them. Zvekti umwe wake umwe wake Rava dramaSecond born kuna mai, second born kuna baba,so i second born 🤔Congratulations Mujaya 24yr Old father of 2 🤩🤩izvi zvinovengwa nemuroyi chete❤️Father of 2 kudii iye asikuchengeta dangwe rake rekwa Chelsea Tariro Hlomayi ngaachenfetewo Mwana wake wekutanga ehe chero asingade mai vacho ngaachengete mwana wake twurasta twenge mopMwari ngakudzwe mai mujaya vazviita zvakare vapamha kamwe mukoma Tinashe mugabe basa ririkuwanda takanoti hoyoo pama DNAMimba yaKim kuita kunge yaitwa 1 mnth ,hatina kuinzwa ....kozoita imwe yakaita 2yrs ichiimbiwa haaaaa life no balance

July 16, 2023

Pokello Oti Mazimbabwean Munorwadziwa Neni And Chekundiita Hapana Mari Kume Vanogeza

Mazimba munorwadziwa ne babe iri... but chekumuita hapana munotoshuva muriiye kkkkk manje pana pokelo hamuporeHaaaa kungoti ane mari yekutenga zvinodhura chete,otherwise anokundwa nevati wandei muno muZimbabweKuchena yes bt zve beauty ratove drama dhakisi haridyiwe musoroInyama yakabikwa bikwa yakambo dyiwa ,hameno iwe unoda zvakadyiwa unonakirwa naye

July 16, 2023

Lorain Guyo Onzi Anonyepa From Makore And Zvese Mwana Waanoti Ibrother Yake Mwana Wake Vakazvara Naye Kuparerenyatwa Said

Everything about lolo manyepo from makore to kuti mwana uyo i brother yake iye ari mwana wake.lorraine hainyare here nhaiwe lolo in taters voiceLolo usapiwe pressure yekuita mwana wagara unaye mwana kudhara iyeye wamai vako ndiro dangwe rako I'm so proud of you nekwawakabva unotoona kuti idzi inyasha👏👏👏hakuna mukadzi asingade mwana wake musanyepe imi siyai azvare imi.mazadza misha wanianenge anotya kuti akaroorwa hanzvadzi yake isina kupedza xl rogona kuzoita dambudziko cz vamwe varume havadi kuchengeta hama dzevakadzi

July 16, 2023

Tete Mildred Voudza Joey Pfeka Mushe Nemakumbo Anenge Emunhu Anofudza Mbada

Hanzi natete midhu pfeka semkadzi chaiye kwete kungosiya nyama panzeNemakumbo enyu anenge evanhu vanofudza mbada aye munoti mungaafananidze negumbo iro here siyanai naye mwana uyo kkkkAkapfeka semukadxi anozooneka kut yachembere saka beta anyebereo soo

July 16, 2023

Swagger Onzi Kupemha Anyanya Munhurume Ngaatsvage Basa Not Kumanika Mabhora Achisweater Mumadress

Murume ngaatsvage basa kwete kurembedza mazibhora muzidhirezi imomo tiri kutoshaya varume vanoroora varume vachiswero ita zvekumama nxaaType iyi iri cursed zvekuti ukaipa mari hauzombofa wakaita chinemusoro ...type iyi unototsanya 7 days dry fasting ,7 days Uchimwa mvura chete ,7 days praying n eating wozoipa mari , pasina izvozvo spirit of poverty inokunama not mbichana😂😂lm sure vasikana nevakadzi vakawanda tadzidza from this 😂you can never trap a man nemwana its only love that keeps a man kana usingadiwe chero ukazvara vana 100 unongovengwa iwe nevana vako a man can never show off zvinhu zvaasingadeSwaga wedu paakwira haachadzika😊.Musakanganwe kupera kwemwedzi gadzirirai mari dzerent negrocery.Kupa kune mufaro kunokunda kugamuchira😊😊Swaga wedu watinoda TESE pano haafani

July 16, 2023

Zimbabweans Not Happy Hatina Basa Na May Weather Zvaakauya Munyika Mukamupa 1million Chakachinja Hospitals No Mishonga Nhamo Potholes

Tomuona pambwa uyo kuuya kuzotora Mari ye vanhu vanotambura siezKunge Sauro andina basa ne weather muma potholes imomo i took it further 😂😂   Anyway 0,0,0,0,0,0,0,0,1 pakatobekwa comma migwagwa yedu yakadai 😐vanhu vachifa muzvipatara pasina mishonga 💔ukuwo manesi achitaura kuti hatisi kuzorapa vanhu nemazvo kana bonus isina kupinda 🤦🏽‍♂️   My Zimbabwe 🇿🇼💔

July 16, 2023

Sebastian Magacha Oti Zimbabweans Chembere Mukadzi Hazvienzani Nekugara Ndega Munhu Wangu Ndomuda Nekuchembera Ikoko

Oh please GET OVER CALLING women CHEMBERE, akati mkadzi should be YOUNGER than mrume ndianiko imi!!!Is old age a misfortune 🤔. ... Kukura inyasha dziya. Ukaona wava over forty mukore uno tenda Mwari. Zimbabwean women let's stop looking down on each other. Let's stop kutsvinyirana nekudzikisirana , especially isusu mashona dai Mwari vatibatsira .Saba arikutukirwei. This is not even his wife on the picture. Kungotorwa akagara paside pemunhu otonzi munhu wake. Veduwe kaa.  We find so much pleasure in trolling maZimba tingori bopoto and jealousy. Hee akadai, hee haafitwe, akapfeka zvisingafite mari, dai aita soo, hee hainzwiri, hee anekagwishu kemb”$,o , hee do better, hee ichembere, ihure, hee KUNGOSHORA vazukuru vaNehanda    Honestly my prayer is dai

July 16, 2023

Tatelicious Oti Vakatozoramba Zimpraise Joseph Madziire Ndozvawakatadza Kuitawo Here Semunhu Wechurch Kutirwadzisira Mellisa Makwazha Wedu Deserves Better Mai Elder

TheHenderese♥️♥️♥️Ndozvakatadzikwa naPapa Joze Madziyire izvi kutotyira kure zvavo manje tichavaviga negonzo🐀achingoti gotsi rinenge redatya 🐸Ndokumbirawo kuona picture yedatya pane zvandirikuda kuonaMelissa deserve the best anga akatoshaya kudanana naJozekkk kumukira kudenha. beautiful couple .murume akanaka kukunda mkadzi

July 15, 2023

Zimbabweans Said Mukadzi Wese..x Tap Mwana Wapresident Anomudii Zvinonyadzisa Izvi Achidiya Mukadzi Chaiye

Reputation matters mukadzi we sex tape haaendeswe kuma family functions. Unogara kubhahwa ndo kwako ikoko……chero mukandituka kuti handina mari, ku State House Pokello haapinde zvekumhanya😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂Say dt again handzi hee ane class,vane class havaitwe ma side bishu dai akakosha akaroorwa kwake ega😂😂😂😂😂All these people are on social media .its obvious mukadzi wemurume uyu knows kuti pokelo is there.a lot of people here vanodyiwa musaga,vamwe ma side dish but chikuru apa uyu aka secure hake bag rake.vana vake vagerwTaura hako ne class yake iyoyo arikungodyirwa musaga 🦓 nekuwonekera kweZebra kuye inongogara musango mune Shumba wanike ana mbwa nana dhongi nekushata ikoko varikuraramira muyard imwe chete nevanhu

156 157 158 159 160